-
Mabasa 12:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Zvino Herodhi paakanga ava kuda kumubudisa, usiku ihwohwo Petro akanga akarara akasungwa necheni mbiri ari pakati pevarwi vaviri, uye varindi vakanga vari pasuo vachichengeta jeri.
-