1 Madzimambo 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Makunguo aimuunzira chingwa nenyama mangwanani uye chingwa nenyama manheru, uye akaramba achinwa+ mvura yomumupata une rukova. Pisarema 37:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Havazonyadziswi munguva yedambudziko,+Vachaguta mumazuva enzara.+
6 Makunguo aimuunzira chingwa nenyama mangwanani uye chingwa nenyama manheru, uye akaramba achinwa+ mvura yomumupata une rukova.