Dheuteronomi 15:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi kana mhuka yacho yakaremara, ichikamhina, iri bofu, kana kumwewo kuremara kwakanyanya, haufaniri kuibayira kuna Jehovha Mwari wako.+ Dheuteronomi 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Haufaniri kubayira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara kana kuti rine chimwe chinhu chisina kumira zvakanaka, nekuti izvozvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+
21 Asi kana mhuka yacho yakaremara, ichikamhina, iri bofu, kana kumwewo kuremara kwakanyanya, haufaniri kuibayira kuna Jehovha Mwari wako.+
17 “Haufaniri kubayira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara kana kuti rine chimwe chinhu chisina kumira zvakanaka, nekuti izvozvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+