RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:41-43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 41 Panguva iyoyo Mozisi akasarudza maguta matatu kumabvazuva kwaJodhani.+ 42 Kana paine munhu anenge auraya mumwe wake netsaona uye asina kugara achimuvenga,+ anofanira kutizira kune rimwe remaguta aya, ararame.+ 43 Maguta acho iBhezeri+ iri murenje panzvimbo yakakwirira uye yakati sandara kuti ishandiswe nevaRubheni, Ramoti+ iri muGiriyedhi kuti ishandiswe nevaGadhi, neGorani+ iri muBhashani kuti ishandiswe nevaManase.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe