-
Joshua 20:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Anofanira kutizira kune rimwe remaguta aya,+ omira pagedhi reguta racho,+ otaura nyaya yake kuvakuru veguta racho. Vanofanira kubva vamugamuchira muguta racho vomupa nzvimbo kuti agare navo. 5 Kana mutsivi weropa akamudzingirira, havafaniri kuisa munhu wacho anenge auraya mumaoko ake, nekuti akauraya mumwe wake netsaona,* uye akanga asingamuvengi.+
-