1 Makoronike 23:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Eriyezari akafa, asi akanga asina vanakomana, aingova nevanasikana chete. Saka vakatorwa nehama* dzavo vanakomana vaKishi, kuti vave madzimai avo.
22 Eriyezari akafa, asi akanga asina vanakomana, aingova nevanasikana chete. Saka vakatorwa nehama* dzavo vanakomana vaKishi, kuti vave madzimai avo.