RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Pashure peizvi, Jehovha akataura naAbramu muchiratidzo, achiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+

  • Genesisi 46:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Mwari akabva azviratidza kuna Israeri usiku akati: “Jakobho, Jakobho!” iye akapindura kuti: “Ndiri pano!”

  • Eksodho 24:9-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Mozisi naAroni, Nadhabhi naAbhihu, nevakuru vaIsraeri 70 vakakwira, 10 vakaona Mwari waIsraeri.+ Pasi petsoka dzake pakanga pakaita sepakawaridzwa matombo esafaya uye pakachena sedenga.+ 11 Haana kuuraya varume vanokudzwa vevaIsraeri,+ uye vakaona Mwari wechokwadi muchiratidzo, vakadya, vakanwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe