Numeri 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Munhu wese anobata munhu akafa* achavawo asina kuchena kwemazuva manomwe.+ Numeri 31:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye munofanira kugara kunze kwemusasa kwemazuva manomwe. Munhu wese akauraya munhu* uye munhu wese akabata munhu akaurayiwa+ anofanira kuzvichenesa+ pazuva rechitatu nepazuva rechinomwe, imi nenhapwa dzenyu.
19 Uye munofanira kugara kunze kwemusasa kwemazuva manomwe. Munhu wese akauraya munhu* uye munhu wese akabata munhu akaurayiwa+ anofanira kuzvichenesa+ pazuva rechitatu nepazuva rechinomwe, imi nenhapwa dzenyu.