Numeri 22:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ava mangwanani Bharaki akatora Bharami, akamukwidza paBhamoti-bhaari; ari ipapo aikwanisa kuona vanhu vacho vese.+ Numeri 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi,+ uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.” Numeri 23:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka akaenda naye kusango reZofimu, pamusoro pePisga,+ akavaka atari nomwe uye akabayira mukono mumwe chete wemombe negondohwe rimwe chete paatari imwe neimwe.+
41 Ava mangwanani Bharaki akatora Bharami, akamukwidza paBhamoti-bhaari; ari ipapo aikwanisa kuona vanhu vacho vese.+
23 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Vaka atari nomwe panzvimbo iyi,+ uye ndigadzirire mikono minomwe yemombe nemakondohwe manomwe.”
14 Saka akaenda naye kusango reZofimu, pamusoro pePisga,+ akavaka atari nomwe uye akabayira mukono mumwe chete wemombe negondohwe rimwe chete paatari imwe neimwe.+