RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 13:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Uye unofanira kuudza mwanakomana wako pazuva iroro kuti, ‘Ndinoita izvi nemhaka yezvandakaitirwa naJehovha pandakabuda muIjipiti.’+

  • Pisarema 44:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu,

      Madzitateguru edu akarondedzera kwatiri+

      Mabasa amakaita mumazuva avo,

      Mumazuva ekare kare.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe