RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 22:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Uchabva wabudirira kana ukanyatsochengeta mirau+ nezvakatongwa zvakarayirwa Mozisi naJehovha kuti ape Israeri.+ Shinga, usimbe. Usatya kana kuvhunduka.+

  • Jeremiya 17:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Akakomborerwa munhu* anovimba naJehovha,

      Uyo anoisa tariro yake* muna Jehovha.+

       8 Achaita semuti wakadyarwa pedyo nemvura,

      Unoendesa midzi yawo kurukova.

      Haazozvioni kuti kwava kupisa,

      Asi mashizha ake achagara akasvibirira.+

      Uye haazonetseki gore rakusinganayi mvura,

      Uyewo haazoregi kubereka zvibereko.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe