Maraki 3:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uye muchaonazve kusiyana kwemunhu akarurama nemunhu akaipa,+ kwemunhu anoshumira Mwari neasingamushumiri.” Mateu 13:49, 50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Ndizvo zvazvichange zvakaita pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva iyoyo.* Ngirozi dzichabuda dzobvisa vakaipa pakati pevakarurama 50 uye dzichavakanda muvira remoto. Imomo ndimo mavachachema vari vachirumanisa mazino.
18 Uye muchaonazve kusiyana kwemunhu akarurama nemunhu akaipa,+ kwemunhu anoshumira Mwari neasingamushumiri.”
49 Ndizvo zvazvichange zvakaita pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva iyoyo.* Ngirozi dzichabuda dzobvisa vakaipa pakati pevakarurama 50 uye dzichavakanda muvira remoto. Imomo ndimo mavachachema vari vachirumanisa mazino.