Pisarema 37:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jehovha anoziva zviri kusangana nevanhu vasina mhosva,*Uye nhaka yavo ichagara nekusingagumi.+ Jeremiya 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi imi munonyatsondiziva, haiwa Jehovha,+ munondiona;Makaongorora mwoyo wangu mukaona kuti unoita zvamunoda.+ Vasarudzei semakwai ekuuraya,Uye vatsaurei kuitira zuva rekuurayiwa. 1 Petro 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+
3 Asi imi munonyatsondiziva, haiwa Jehovha,+ munondiona;Makaongorora mwoyo wangu mukaona kuti unoita zvamunoda.+ Vasarudzei semakwai ekuuraya,Uye vatsaurei kuitira zuva rekuurayiwa.
12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+