RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 66
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mabasa anoshamisa aMwari

        • “Uyai muone mabasa aMwari” (5)

        • “Ndicharipa mhiko dzangu kwamuri” (13)

        • Mwari anonzwa munyengetero (18-20)

Pisarema 66:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 98:4

Pisarema 66:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:19; Zva 4:11

Pisarema 66:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:16; Pis 76:12; Isa 2:19; Jer 10:10
  • +Pis 81:15

Pisarema 66:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:27; Mar 1:11
  • +Isa 42:10; Zva 15:4

Pisarema 66:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 46:8; Zef 2:11

Pisarema 66:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21, 22
  • +Jos 3:15, 16
  • +Eks 15:1

Pisarema 66:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 4:34; 1Ti 1:17
  • +Pis 11:4; Zvi 15:3; VaH 4:13
  • +Isa 37:29

Pisarema 66:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:43; VaR 15:10

Pisarema 66:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzidzedzereke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:29
  • +1Sa 2:9; Pis 121:3

Pisarema 66:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:2

Pisarema 66:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 15:3
  • +Pis 56:12; 116:14; Mup 5:4, 5

Pisarema 66:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 30:2; Vat 11:35

Pisarema 66:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvaakaitira mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:24

Pisarema 66:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 27:8, 9; Zvi 15:29; 28:9; Isa 1:15; Joh 9:31

Pisarema 66:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; 65:2; 116:1; 1Jo 3:22
  • +VaH 5:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 66:1Pis 98:4
Pis. 66:2Pis 72:19; Zva 4:11
Pis. 66:3Eks 15:16; Pis 76:12; Isa 2:19; Jer 10:10
Pis. 66:3Pis 81:15
Pis. 66:4Pis 22:27; Mar 1:11
Pis. 66:4Isa 42:10; Zva 15:4
Pis. 66:5Pis 46:8; Zef 2:11
Pis. 66:6Eks 14:21, 22
Pis. 66:6Jos 3:15, 16
Pis. 66:6Eks 15:1
Pis. 66:7Dha 4:34; 1Ti 1:17
Pis. 66:7Pis 11:4; Zvi 15:3; VaH 4:13
Pis. 66:7Isa 37:29
Pis. 66:8Dhe 32:43; VaR 15:10
Pis. 66:91Sa 25:29
Pis. 66:91Sa 2:9; Pis 121:3
Pis. 66:10Dhe 8:2
Pis. 66:13Nu 15:3
Pis. 66:13Pis 56:12; 116:14; Mup 5:4, 5
Pis. 66:14Nu 30:2; Vat 11:35
Pis. 66:16Pis 22:24
Pis. 66:18Job 27:8, 9; Zvi 15:29; 28:9; Isa 1:15; Joh 9:31
Pis. 66:19Pis 34:6; 65:2; 116:1; 1Jo 3:22
Pis. 66:19VaH 5:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 66:1-20

Mapisarema

Kumutungamiriri. Pisarema. Rwiyo.

66 Shevedzerai kuna Mwari muchifara, imi nyika yese.+

 2 Imbai muchirumbidza zita rake rinokudzwa.

Murumbidzei uye mukudzei.+

 3 Taurai kuna Mwari kuti: “Mabasa enyu anoshamisa zvikuru!+

Nekuda kwesimba renyu guru,

Vavengi venyu vachadedera pamberi penyu.+

 4 Nyika yese ichakukotamirai;+

Vachaimba vachikurumbidzai;

Vachaimba vachirumbidza zita renyu.”+ (Sera)

 5 Uyai muone mabasa aMwari.

Zvaanoitira vanakomana vevanhu zvinoshamisa.+

 6 Akachinja gungwa kuva nyika yakaoma;+

Vakayambuka rwizi netsoka.+

Takafara nezvaakatiitira ipapo.+

 7 Anotonga nekusingaperi+ nesimba rake.

Maziso ake anogara akatarisa zviri kuitwa nemarudzi.+

Vaya vakaoma musoro havafaniri kuzvikwidziridza.+ (Sera)

 8 Rumbidzai Mwari wedu, imi marudzi,+

Uye itai kuti inzwi rekumurumbidza rinzwike.

 9 Anochengetedza upenyu hwedu;+

Haana kubvumira kuti tsoka dzedu dzigumburwe.*+

10 Nekuti makationgorora, haiwa Mwari;+

Makatinatsa sekunatswa kunoitwa sirivha.

11 Makatipinza mumambure ekuvhimisa;

Makaisa mutoro unorema patiri.

12 Makabvumira kuti vanhu vatasve mabhiza vachititsika-tsika;

Takapinda nemumoto uye nemumvura;

Mukazotiunza kunzvimbo yekuzororera.

13 Ndichapinda mumba menyu nezvibayiro zvinopiswa;+

Ndicharipa mhiko dzangu kwamuri+

14 Dzandakavimbisa nemiromo yangu+

Uye dzandakataura nemuromo wangu pandaitambudzika.

15 Ndichakupai zvibayiro zvinopiswa zvemhuka dzakakodzwa

Neutsi hwechibayiro chemakondohwe.

Ndichapa mikono yemombe pamwe chete nenhongo. (Sera)

16 Uyai muteerere, imi mese munotya Mwari,

Uye ndichakuudzai zvaakandiitira.*+

17 Ndakashevedzera kwaari nemuromo wangu

Uye ndakamurumbidza nerurimi rwangu.

18 Dai ndakachengeta zvinhu zvakaipa mumwoyo mangu,

Jehovha angadai asina kundinzwa.+

19 Asi Mwari akanzwa;+

Akateerera munyengetero wangu.+

20 Mwari ngaarumbidzwe, asina kuramba munyengetero wangu

Kana kubvisa mutsa wake pandiri.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe