RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Habhakuki 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raHabhakuki

      • ‘Ndicharamba ndakarinda kuti ndinzwe zvaanotaura’ (1)

      • Jehovha anopindura muprofita wacho (2-20)

        • ‘Ramba wakamirira chiratidzo chacho’ (3)

        • Vanhu vakarurama vachararama nekutendeka (4)

        • Matambudziko mashanu kuvaKadheya (6-20)

          • Nyika ichazara nekuziva Jehovha (14)

Habhakuki 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 21:8; Mik 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 15-16

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, pp. 12, 14

Habhakuki 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kuti zviitire nyore munhu anoverenga zvinonzwika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:14
  • +Dhe 31:9, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 13-14

Habhakuki 2:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvikaita sezviri kunonoka.”

  • *

    Kana kuti “zvimirire nemwoyo wese!”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 16

    Nharireyomurindi,

    8/15/2015, pp. 16-17

    12/15/2006, p. 17

    2/1/2000, pp. 14-15

    1/15/2000, p. 10

    11/15/1998, pp. 16-17

    1/1/1997, pp. 12-13

    Zuva raJehovha, pp. 152-154, 164

    “Rugwaro Rwose,” p. 163

Habhakuki 2:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nekutenda kwake; nezvaanotenda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:36; VaR 1:17; VaG 3:11; VaH 10:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 16-17

    Zuva raJehovha, pp. 25, 188-189

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 15

    12/15/1999, pp. 20-21

    “Rugwaro Rwose,” pp. 162-163

Habhakuki 2:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “seSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 14:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, pp. 15-16

Habhakuki 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 16

Habhakuki 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:11

Habhakuki 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 13:19; Jer 27:6, 7; Zek 2:7-9
  • +2Mak 36:17; Pis 137:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 16

Habhakuki 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 16

Habhakuki 2:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Wakatadzira mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 14:20

Habhakuki 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, pp. 16-17

Habhakuki 2:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 17

Habhakuki 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:58

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 17

Habhakuki 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:19; Isa 11:9; Zek 14:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 16-17

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 17-18

Habhakuki 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 18

Habhakuki 2:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “inwa udzedzereke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 75:8; Isa 51:22, 23; Jer 25:28; 51:57

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 18

Habhakuki 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 137:8; Jer 50:28; 51:24

Habhakuki 2:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wesimbi yakanyungudutswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 42:17; 44:19, 20; 45:20

Habhakuki 2:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:19; 46:6
  • +Jer 51:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 18-19

Habhakuki 2:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:1
  • +Pis 76:8; 115:3; Zek 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 19

    “Rugwaro Rwose,” p. 161

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Hab. 2:1Isa 21:8; Mik 7:7
Hab. 2:2Eks 17:14
Hab. 2:2Dhe 31:9, 11
Hab. 2:3Mik 7:7
Hab. 2:4Joh 3:36; VaR 1:17; VaG 3:11; VaH 10:38
Hab. 2:5Isa 14:16, 17
Hab. 2:6Isa 14:4
Hab. 2:7Jer 51:11
Hab. 2:8Isa 13:19; Jer 27:6, 7; Zek 2:7-9
Hab. 2:82Mak 36:17; Pis 137:8
Hab. 2:10Isa 14:20
Hab. 2:13Jer 51:58
Hab. 2:14Pis 72:19; Isa 11:9; Zek 14:9
Hab. 2:16Pis 75:8; Isa 51:22, 23; Jer 25:28; 51:57
Hab. 2:17Pis 137:8; Jer 50:28; 51:24
Hab. 2:18Isa 42:17; 44:19, 20; 45:20
Hab. 2:19Isa 40:19; 46:6
Hab. 2:19Jer 51:17
Hab. 2:20Isa 6:1
Hab. 2:20Pis 76:8; 115:3; Zek 2:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Habhakuki 2:1-20

Habhakuki

2 Ndicharamba ndakamira panzvimbo yangu yekurindira,+

Ndichamira parusvingo rwekudzivirira.

Uye ndicharamba ndakarinda kuti ndinzwe mashoko aachandipa kuti nditaure,

Uye kuti ndizive zvandichapindura pandichatsiurwa.

 2 Jehovha akabva andipindura kuti:

“Nyora zvauri kuratidzwa, uzvinyore zvinonyatsooneka pamahwendefa,+

Kuti munhu anozviverenga zvinonzwika anyatsotsetsenura.*+

 3 Nekuti zvauri kuratidzwa zvichaitika panguva yakasarudzwa,

Uye nguva yekuzadziswa kwazvo iri kukurumidza kusvika, hazvizombotadzi kuitika.

Kunyange kana zvikanonoka,* ramba wakazvimirira!*+

Nekuti zvichatoitika chete.

Hazvizononoki!

 4 Tarisa munhu anozvikudza;

Mwoyo wake hauna kururama.

Asi munhu akarurama achararama nekutendeka kwake.*+

 5 Chokwadi, waini inonyengera,

Saka munhu anozvikudza haazobudiriri kuita zvaakaronga.

Anoramba achingoda kudya seGuva;*

Akaita serufu uye haaguti.

Anoramba achiunganidza marudzi ese

Uye achiunganidza vanhu vese kwaari.+

 6 Ko vese ava havazotauri chirevo, nedimikira, nezvirahwe pamusoro pake here?+

Vachati:

‘Ane nhamo iye anozviunganidzira zvinhu zvisiri zvake;

Achazviita kusvikira riini?

Ane nhamo iye anoita kuti chikwereti chake chikure!

 7 Vaya vakakukweretesa havazongoerekani vasimuka here?

Vachamuka vokuzunza-zunza,

Uye vachapamba zvinhu zvako.+

 8 Mamwe marudzi ese achakupamba

Nekuti wakapamba marudzi mazhinji,+

Ukadeura ropa,

Ukaita mhirizhonga panyika,

Uchirwisa maguta nevanogara maari.+

 9 Ane nhamo munhu anopfuma nekuita zvakaipa,

Kuti avake dendere rake pakakwirira,

Achiitira kuti dambudziko risasvika kwaari!

10 Wakarongera imba yako zvinhu zvinoita kuti inyadziswe.

Wakazvitadzira iwe pachako* nekuparadza kwawakaita marudzi mazhinji.+

11 Nekuti dombo richachema riri parusvingo,

Uye richapindurwa nebango repadenga remba.

12 Ane nhamo munhu anovaka guta nekudeura ropa,

Uye anomisa guta nezvinhu zvisina kururama!

13 Inzwa! Jehovha wemauto haasi iye here achaita kuti vanhu vashande zvakaoma asi vachingoshandira kuti moto uwane chekupisa,

Uye kuti marudzi ashandire pasina?+

14 Nekuti nyika ichazara nekuziva kubwinya kwaJehovha

Sekufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+

15 Ane nhamo munhu anopa shamwari dzake chekunwa,

Achichiisa hasha nekutsamwa kuti dzidhakwe,

Kuti adzitarise dzisina kupfeka!

16 Uchaguta nekuzvidzwa panzvimbo pekukudzwa.

Newewo inwa uratidze vanhu kuti hauna kuchecheudzwa.*

Kapu iri muruoko rwaJehovha rwerudyi ichauya kwauri,+

Uye kukudzwa kwako kuchafukidzwa nekunyadziswa;

17 Nekuti ucharwiswa sekurwiswa kwakaitwa Rebhanoni,

Uye kuparadza kuya kwakavhundutsa zvikara kuchauya pauri,

Nekuti wakadeura ropa

Ukaita mhirizhonga panyika,

Uchirwisa maguta nevanogara maari.+

18 Mufananidzo wakavezwa unobatsirei

Zvawakangovezwawo nemunhu?

Mufananidzo wesimbi* nemudzidzisi wenhema zvinobatsirei,

Kunyange zvazvo uya akazvigadzira achivimba nazvo,

Achigadzira vanamwari vasingatauri, vasina zvavanobatsira?+

19 Ane nhamo munhu anoti kudanda, “Muka!”

Kana anoti kudombo risingatauri, “Muka! Tirayiridze!”

Iro rakaiswa goridhe nesirivha,+

Uye harina kana mweya wekufema mariri.+

20 Asi Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+

Nyika yese ngairambe yakanyarara pamberi pake.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe