RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 85
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kudzorerwa pavaimbova

        • Mwari achataura nezverugare kuvanhu vakavimbika (8)

        • Rudo rusingachinji uye kutendeka zvichasangana (10)

Pisarema 85:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 85:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:42; Joe 2:18
  • +Ezr 2:1; Jer 30:18; Eze 39:25

Pisarema 85:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Makafukidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 50:20; Mik 7:18

Pisarema 85:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:9; Isa 12:1

Pisarema 85:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tiunganidzei zvakare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:3, 4

Pisarema 85:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:1; 79:5

Pisarema 85:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 3:11; Jer 33:10, 11

Pisarema 85:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 3:22

Pisarema 85:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:19
  • +Dhe 8:17, 18; Pis 78:7

Pisarema 85:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 46:13

Pisarema 85:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:3; Isa 32:17

Pisarema 85:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:9; 45:8

Pisarema 85:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achaita kuti vanhu vabudirire.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11; Jak 1:17
  • +Re 26:4; Pis 67:6; Isa 25:6; 30:23

Pisarema 85:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 85:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 85:1Re 26:42; Joe 2:18
Pis. 85:1Ezr 2:1; Jer 30:18; Eze 39:25
Pis. 85:2Jer 50:20; Mik 7:18
Pis. 85:3Pis 103:9; Isa 12:1
Pis. 85:4Pis 80:3, 4
Pis. 85:5Pis 74:1; 79:5
Pis. 85:6Ezr 3:11; Jer 33:10, 11
Pis. 85:7Mari 3:22
Pis. 85:8Isa 57:19
Pis. 85:8Dhe 8:17, 18; Pis 78:7
Pis. 85:9Isa 46:13
Pis. 85:10Pis 72:3; Isa 32:17
Pis. 85:11Isa 26:9; 45:8
Pis. 85:12Pis 84:11; Jak 1:17
Pis. 85:12Re 26:4; Pis 67:6; Isa 25:6; 30:23
Pis. 85:13Pis 89:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 85:1-13

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwevanakomana vaKora.+

85 Haiwa Jehovha, makafarira nyika yenyu;+

Makadzosa vanhu vaJakobho vakanga vatapwa.+

 2 Makaregerera kukanganisa kwevanhu venyu;

Makakanganwira* zvivi zvavo zvese.+ (Sera)

 3 Makadzora hasha dzenyu dzese;

Makazvidzora pakushatirwa kwenyu kukuru.+

 4 Tidzorerei pataimbova,* haiwa Mwari weruponeso rwedu,

Uye isai kure nemi kutitsamwira kwamakaita.+

 5 Mucharamba makatitsamwira nekusingaperi here?+

Muchaita kuti hasha dzenyu dzisvike kuzvizvarwa nezvizvarwa here?

 6 Hamusi kuzotimutsidzira zvakare here

Kuti vanhu venyu vakufarirei?+

 7 Haiwa Jehovha, tiratidzei rudo rwenyu rusingachinji,+

Uye tipei ruponeso rwenyu.

 8 Ndichateerera zvinotaurwa naMwari wechokwadi Jehovha,

Nekuti achataura nezverugare kuvanhu vake+ vakavimbika,

Asi ngavarege kudzokerazve pakuzvivimba.+

 9 Chokwadi ruponeso rwake ruri pedyo nevaya vanomutya,+

Kuti kukudzwa kwake kugare munyika yedu.

10 Rudo rusingachinji nekutendeka zvichasangana;

Kururama nerugare zvichatsvodana.+

11 Kutendeka kuchamera panyika,

Uye kururama kuchatarisa pasi kuri kudenga.+

12 Jehovha achapa vanhu zvakanaka,*+

Uye nyika yedu ichabudisa goho rayo.+

13 Kururama kuchafamba pamberi pake+

Uye kuchagadzirira tsoka dzake nzira.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe