RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 20:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:20, 21; Zvi 23:29-35
  • +Isa 28:7
  • +1VaK 6:10; VaG 5:21; VaE 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, pp. 19-21

    5/1/2000, p. 19

Zvirevo 20:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kweshumba yava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:12; Mup 10:4
  • +1Mad 2:22-24

Zvirevo 20:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:29; 2Ti 2:23
  • +Zvi 18:6; Mup 7:9

Zvirevo 20:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ichatsvaga munguva yekukohwa asi hapana chaichawana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:10, 11; 2VaT 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 3 2019, p. 11

Zvirevo 20:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Zano riri mumwoyo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2005, p. 12

    9/15/2003, p. 14

    11/1/1997, p. 32

    5/1/1988, p. 5

    Mukai!,

    12/8/2004, pp. 25-26

Zvirevo 20:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanozviti vane rudo rusingachinji.”

Zvirevo 20:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vanakomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:1; Ru 1:5, 6
  • +Pis 37:25, 26

Zvirevo 20:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:7
  • +1Mad 3:28; Pis 72:1, 4; Zvi 16:12

Zvirevo 20:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 14:4
  • +Pis 51:5; Mup 7:20; Jak 3:2

Zvirevo 20:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Matombo maviri ekuyeresa akasiyana nezvekupimira zviviri zvakasiyana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:1; Amo 8:5; Mik 6:11

Zvirevo 20:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mukomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2016, pp. 4-5

    Mukai!,

    9/8/1997, p. 21

Zvirevo 20:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:11

Zvirevo 20:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:4
  • +Zvi 12:11

Zvirevo 20:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:13; Zvi 21:6

Zvirevo 20:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:13-15

Zvirevo 20:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mutorwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:15
  • +Zvi 27:13

Zvirevo 20:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:30, 31

Zvirevo 20:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvichasimbiswa.”

  • *

    Kana kuti “kweuchenjeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:22
  • +Zvi 11:14; 24:6; Ru 14:31, 32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2012, p. 31

Zvirevo 20:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anokwezva nemiromo yake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16; Zvi 11:13; 25:9, 23

Zvirevo 20:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:12; Re 20:9; Zvi 19:26

Zvirevo 20:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:8, 20; 1Ti 6:9, 10

Zvirevo 20:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:35; Zvi 24:29; Mt 5:38, 39; VaR 12:17, 19; 1VaT 5:15
  • +Pis 37:34
  • +Pis 34:7; 1Pe 4:19

Zvirevo 20:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Matombo maviri ekuyeresa akasiyana anosemesa.”

Zvirevo 20:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:23; Jer 10:23

Zvirevo 20:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 27:9
  • +Nu 30:2; Mup 5:4, 6; Mt 5:33

Zvirevo 20:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 101:8
  • +Isa 28:27

Zvirevo 20:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 61:6, 7
  • +Pis 21:7

Zvirevo 20:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 11:9
  • +Re 19:32; Zvi 16:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, pp. 27-30

Zvirevo 20:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinokwesha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:71

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 20:1Ge 9:20, 21; Zvi 23:29-35
Zvir. 20:1Isa 28:7
Zvir. 20:11VaK 6:10; VaG 5:21; VaE 5:18
Zvir. 20:2Zvi 19:12; Mup 10:4
Zvir. 20:21Mad 2:22-24
Zvir. 20:3Zvi 14:29; 2Ti 2:23
Zvir. 20:3Zvi 18:6; Mup 7:9
Zvir. 20:4Zvi 6:10, 11; 2VaT 3:10
Zvir. 20:7Job 1:1; Ru 1:5, 6
Zvir. 20:7Pis 37:25, 26
Zvir. 20:81Mad 7:7
Zvir. 20:81Mad 3:28; Pis 72:1, 4; Zvi 16:12
Zvir. 20:9Job 14:4
Zvir. 20:9Pis 51:5; Mup 7:20; Jak 3:2
Zvir. 20:10Zvi 11:1; Amo 8:5; Mik 6:11
Zvir. 20:11Zvi 22:15
Zvir. 20:12Eks 4:11
Zvir. 20:13Zvi 10:4
Zvir. 20:13Zvi 12:11
Zvir. 20:14Re 19:13; Zvi 21:6
Zvir. 20:15Zvi 3:13-15
Zvir. 20:16Zvi 11:15
Zvir. 20:16Zvi 27:13
Zvir. 20:17Zvi 6:30, 31
Zvir. 20:18Zvi 15:22
Zvir. 20:18Zvi 11:14; 24:6; Ru 14:31, 32
Zvir. 20:19Re 19:16; Zvi 11:13; 25:9, 23
Zvir. 20:20Eks 20:12; Re 20:9; Zvi 19:26
Zvir. 20:21Zvi 28:8, 20; 1Ti 6:9, 10
Zvir. 20:22Dhe 32:35; Zvi 24:29; Mt 5:38, 39; VaR 12:17, 19; 1VaT 5:15
Zvir. 20:22Pis 37:34
Zvir. 20:22Pis 34:7; 1Pe 4:19
Zvir. 20:24Pis 37:23; Jer 10:23
Zvir. 20:25Re 27:9
Zvir. 20:25Nu 30:2; Mup 5:4, 6; Mt 5:33
Zvir. 20:26Pis 101:8
Zvir. 20:26Isa 28:27
Zvir. 20:28Pis 61:6, 7
Zvir. 20:28Pis 21:7
Zvir. 20:29Mup 11:9
Zvir. 20:29Re 19:32; Zvi 16:31
Zvir. 20:30Pis 119:71
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 20:1-30

Zvirevo

20 Waini inotsvinya,+ doro harizvibati;+

Munhu wese anotsauswa nazvo haana kuchenjera.+

 2 Kutyisa kwamambo kwakafanana nekuhon’a kweshumba;*+

Munhu wese anomushatirisa anoisa upenyu hwake pangozi.+

 3 Munhu asingapindi mukukakavadzana anokudzwa,+

Asi benzi rinoita kunyura mugakava.+

 4 Simbe hairimi nekuti kuri kutonhora,

Saka inozopemha munguva yekukohwa painenge isisina chinhu.*+

 5 Pfungwa dziri mumwoyo* memunhu dzakaita semvura yakadzika,

Asi munhu ane ungwaru anodzibudisa.

 6 Vanhu vakawanda vanozviti vakavimbika,*

Asi ndiani angawana munhu akatendeka?

 7 Munhu akarurama anofamba mukururama kwake.+

Vana* vake vanomutevera vanofara.+

 8 Kana mambo agara pachigaro chake kuti atonge,+

Anourutsa zvakaipa zvese nemaziso ake.+

 9 Ndiani angati: “Ndakachenesa mwoyo wangu;+

Ndakachena pachivi changu”?+

10 Zvekuyeresa zvinobiridzira uye chikero chenhema,*

Zvese zvinosemesa Jehovha.+

11 Kunyange mwana* anozivikanwa nemabasa ake,

Kuti tsika dzake dzakachena uye dzakarurama.+

12 Nzeve inonzwa neziso rinoona,

Zvese zviri zviviri zvakasikwa naJehovha.+

13 Usada hope, kuti urege kuva murombo.+

Svinura, kuti ugute nezvekudya.+

14 “Hachina kunaka, hachina kunaka!” anodaro mutengi;

Anobva aenda otanga kuzvirumbidza.+

15 Kune goridhe, uye kune matombo ekorari* akawanda,

Asi miromo ine ruzivo inokosha.+

16 Tora chipfeko chemunhu kana akaita kuti munhu waasingazivi atore chikwereti muzita rake;+

Mutorere chekusara wakabata kana akazviitira mukadzi wekune imwe nyika.*+

17 Zvekudya zvinowanikwa nekunyengera zvinonakira munhu,

Asi mukanwa make muchazara jecha.+

18 Kana muchipanana mazano, zvirongwa zvichabudirira,*+

Uye irwai hondo yenyu nekutungamirira kweunyanzvi.*+

19 Munhu anotaura mashoko anosvibisa zita remumwe anofamba achifumura nyaya dzavo;+

Usashamwaridzana nemunhu anofarira makuhwa.*

20 Munhu wese anotuka baba vake naamai vake,

Rambi rake richadzimwa kana kwava nerima.+

21 Nhaka inotanga kuwanikwa nemakaro

Haizokomborerwi pakuguma kwayo.+

22 Usati: “Ndichatsiva chakaipa!”+

Isa tariro muna Jehovha,+ uye achakuponesa.+

23 Zvekuyeresa zvinobiridzira zvinosemesa* Jehovha,

Uye chikero chinonyengera hachina kunaka.

24 Nhanho dzemunhu dzinotungamirirwa naJehovha;+

Munhu anganzwisisa seiko nzira yake?

25 Iwo musungo kana munhu akashevedzera asina kufunga, achiti, “Chitsvene!”+

Ozotanga kufunga zvaanenge apika pava paya.+

26 Mambo akachenjera anourutsa vakaipa+

Ofambisa pamusoro pavo vhiri rinoshandiswa pakupura.+

27 Mhepo inofemwa nemunhu irambi raJehovha,

Rinonyatsoongorora zvaari nechemukati.

28 Rudo rusingachinji nekutendeka zvinochengetedza mambo;+

Rudo rusingachinji runotsigira chigaro chake cheumambo.+

29 Kukudzwa kwemajaya ndiro simba rawo,+

Uye kubwinya kwevakwegura ndiro bvudzi ravo rachena.+

30 Kusvuuka nemaronda zvinobvisa* uipi,+

Uye kurohwa kunochenesa munhu nechemukati.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe