RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Pashuri anorova Jeremiya (1-6)

      • Jeremiya anotadza kuramba akanyarara (7-13)

        • Shoko raMwari rakaita semoto unobvira (9)

        • Jehovha akaita semurwi anotyisa (11)

      • Kunyunyuta kwaJeremiya (14-18)

Jeremiya 20:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1970

    Jeremiya, pp. 57-58, 84

Jeremiya 20:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 6:25

Jeremiya 20:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:32
  • +Jer 25:9; 39:9

Jeremiya 20:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:17; 24:11, 13; 25:13-15; Mari 1:10
  • +2Mak 36:10; Jer 15:13

Jeremiya 20:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 14:14; 28:15; 29:21

Jeremiya 20:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 3:14; Mik 3:8
  • +Pis 22:7; Jer 15:10, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 36-37

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 9

Jeremiya 20:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:16; Jer 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 118

Jeremiya 20:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:2, 4; Jon 1:3
  • +Jer 6:11; Amo 3:8; Mab 4:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2010, p. 9

    2/15/2010, p. 7

    7/1/2000, pp. 9-10

    3/1/2000, p. 17

    Jeremiya, p. 118

Jeremiya 20:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:13
  • +Pis 38:16

Jeremiya 20:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:8; VaR 8:31
  • +Pis 27:2; Jer 15:15, 20; 17:18
  • +Pis 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, p. 30

    Jeremiya, pp. 36-37

Jeremiya 20:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “itsvo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:10
  • +Pis 59:10; Jer 17:18
  • +Jer 11:20; 1Pe 2:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 148-149

Jeremiya 20:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wemurombo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 86

Jeremiya 20:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 3:3; Jer 15:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 9-10

Jeremiya 20:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 10:18

Jeremiya 20:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 3:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 20:22Mak 16:10
Jer. 20:3Jer 6:25
Jer. 20:4Dhe 28:32
Jer. 20:4Jer 25:9; 39:9
Jer. 20:52Mad 20:17; 24:11, 13; 25:13-15; Mari 1:10
Jer. 20:52Mak 36:10; Jer 15:13
Jer. 20:6Jer 14:14; 28:15; 29:21
Jer. 20:7Eze 3:14; Mik 3:8
Jer. 20:7Pis 22:7; Jer 15:10, 15
Jer. 20:82Mak 36:16; Jer 6:10
Jer. 20:91Mad 19:2, 4; Jon 1:3
Jer. 20:9Jer 6:11; Amo 3:8; Mab 4:19, 20
Jer. 20:10Pis 31:13
Jer. 20:10Pis 38:16
Jer. 20:11Jer 1:8; VaR 8:31
Jer. 20:11Pis 27:2; Jer 15:15, 20; 17:18
Jer. 20:11Pis 6:10
Jer. 20:12Jer 17:10
Jer. 20:12Pis 59:10; Jer 17:18
Jer. 20:12Jer 11:20; 1Pe 2:23
Jer. 20:14Job 3:3; Jer 15:10
Jer. 20:17Job 10:18
Jer. 20:18Job 3:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 20:1-18

Jeremiya

20 Pashuri mwanakomana waImeri, mupristi, uyo aivawo mutariri mukuru muimba yaJehovha, aiteerera Jeremiya paaiprofita zvinhu izvi. 2 Pashuri akabva arova muprofita Jeremiya, akamusunga nezvisungo zvematanda*+ zvaiva paGedhi Rekumusoro raBhenjamini, raiva pedyo neimba yaJehovha. 3 Asi pazuva rakatevera Pashuri paakabvisa Jeremiya pazvisungo zvacho, Jeremiya akati kwaari:

“Jehovha akupa zita, kwete rekuti Pashuri, asi rekuti Chinhu Chinotyisa Kumativi Ese.+ 4 Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Ndichakuita chinhu chinotyisa kwauri nekushamwari dzako dzese, uye vachaurayiwa nebakatwa revavengi vavo maziso ako akatarisa;+ uye ndichaisa vaJudha vese muruoko rwamambo weBhabhironi, uyo achavatapa ovaendesa kuBhabhironi, ovauraya nebakatwa.+ 5 Uye ndichaisa pfuma yese yeguta rino, upfumi hwaro hwese, zvinhu zvaro zvese zvinokosha, uye pfuma yese yemadzimambo eJudha mumaoko evavengi vavo.+ Vachazvipamba, vozvitora, voenda nazvo kuBhabhironi.+ 6 Asi iwe Pashuri, nevanhu vese vanogara mumba mako, muchatapwa. Uchaenda kuBhabhironi wonofira ikoko, uye uchavigwa ikoko pamwe chete neshamwari dzako dzese, nekuti wakaprofita nhema kwavari.’”+

 7 Makandinyengedza, haiwa Jehovha, iniwo ndikabvuma kunyengedzwa.

Makashandisa simba renyu kundirwisa mukabudirira.+

Ndava chiseko zuva rese;

Munhu wese ari kundiseka.+

 8 Nekuti pese pandinotaura, ndinofanira kushevedzera uye kuzivisa kuti,

“Mhirizhonga nekuparadzwa!”

Shoko raJehovha riri kuita kuti nditukwe uye ndinyombwe zuva rese.+

 9 Saka ndakati: “Handisi kuzotaura nezvake,

Uye handisi kuzotaurazve muzita rake.”+

Asi mumwoyo mangu shoko rake rakava semoto unobvira wakavharirwa mumapfupa angu,

Ndakaneta nekuramba ndakanyarara;

Ndakanga ndisisakwanisi kutsungirira.+

10 Nekuti ndakanzwa makuhwa akawanda akaipa;

Kumativi angu ese kwaiva nezvinotyisa.+

“Mutsoropodzei; ngatimutsoropodzei!”

Munhu wese aindishuvira rugare aitarisira kuti zvindiipire achiti:+

“Zvichida achaita zveupenzi,

Tobva tamukunda, tomutsiva.”

11 Asi Jehovha aiva neni akaita semurwi anotyisa.+

Ndokusaka vaya vari kunditambudza vachizogumburwa uye vasingazobudiriri.+

Vachanyadziswa kwazvo, nekuti havasi kuzobudirira.

Kunyadziswa kwavo nekusingaperi hakuzokanganwiki.+

12 Asi imi, haiwa Jehovha wemauto, muri kuongorora munhu akarurama;

Munoona pfungwa dzakadzama* uye mwoyo.+

Itai kuti ndione muchivatsiva,+

Nekuti ndakaisa nyaya yangu kwamuri.+

13 Imbirai Jehovha! Rumbidzai Jehovha!

Nekuti akanunura murombo* paruoko rwevanoita zvakaipa.

14 Zuva randakaberekwa ngaritukwe!

Zuva randakaberekwa naamai vangu ngarirege kukomborerwa!+

15 Ngaatukwe munhu akaunzira baba vangu mashoko akanaka, achiti:

“Maberekerwa mwanakomana, mwana mukomana!”

Achiita kuti ivo vafare chaizvo.

16 Munhu iyeye ngaave semaguta akaparadzwa naJehovha asingazvidembi.

Ngaanzwe kushevedzera mangwanani uye kurira kwechiratidzo chekunyevera masikati.

17 Nei asina kundiuraya ndichiri muchibereko,

Kuti amai vangu vave guva rangu

Uye chibereko chavo choramba chiine mwana?+

18 Nei ndakabuda muchibereko

Kuti ndione nhamo uye kushungurudzwa,

Kuti mazuva angu agume nekunyadziswa?+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe