RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Zvipo zvemweya (1-11)

      • Muviri mumwe chete, nhengo dzakawanda (12-31)

1 VaKorinde 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:1

1 VaKorinde 12:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, vanhu vasingatendi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:5; Ha 2:18; 1VaK 8:4; VaG 4:8; 1VaT 1:9

1 VaKorinde 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 4:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 21

1 VaKorinde 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu, p. 23

1 VaKorinde 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu, p. 23

1 VaKorinde 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2011, pp. 24-25

    Utatu, p. 23

1 VaKorinde 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:26

1 VaKorinde 12:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mashoko euchenjeri.”

1 VaKorinde 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 13:2
  • +Mab 3:5-8; 28:8, 9

1 VaKorinde 12:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chemitauro yakasiyana-siyana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 2:3, 4
  • +1Jo 4:1
  • +Mab 10:45, 46; 1VaK 14:18
  • +1VaK 14:26

1 VaKorinde 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:4, 5

1 VaKorinde 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:16

1 VaKorinde 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2020, pp. 23-24

1 VaKorinde 12:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2020, pp. 23-24

1 VaKorinde 12:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1996, p. 20

1 VaKorinde 12:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2014, p. 24

    10/15/1997, pp. 14-15

1 VaKorinde 12:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:7, 21

1 VaKorinde 12:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1999, p. 20

1 VaKorinde 12:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:10; VaG 6:2; VaE 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 19

    Nharireyomurindi,

    6/15/2007, p. 20

    5/15/2004, p. 19

1 VaKorinde 12:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:3
  • +VaR 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 19

1 VaKorinde 12:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:22, 23
  • +VaR 12:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1995, p. 11

1 VaKorinde 12:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:20
  • +Mab 13:1
  • +VaE 4:11
  • +VaG 3:5
  • +Mab 5:16
  • +VaH 13:17
  • +Mab 2:6, 7

1 VaKorinde 12:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vashanduri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:4
  • +1VaK 14:5

1 VaKorinde 12:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchishingairira kutsvaga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:1
  • +1VaK 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2009, pp. 26-27

    2/15/1999, pp. 22-23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 12:11VaK 14:1
1 VaK. 12:2Pis 115:5; Ha 2:18; 1VaK 8:4; VaG 4:8; 1VaT 1:9
1 VaK. 12:31Jo 4:2, 3
1 VaK. 12:4VaE 4:4
1 VaK. 12:5VaE 4:11
1 VaK. 12:61Pe 4:11
1 VaK. 12:71VaK 14:26
1 VaK. 12:91VaK 13:2
1 VaK. 12:9Mab 3:5-8; 28:8, 9
1 VaK. 12:10VaH 2:3, 4
1 VaK. 12:101Jo 4:1
1 VaK. 12:10Mab 10:45, 46; 1VaK 14:18
1 VaK. 12:101VaK 14:26
1 VaK. 12:12VaR 12:4, 5
1 VaK. 12:14VaE 4:16
1 VaK. 12:23Ge 3:7, 21
1 VaK. 12:25VaR 12:10; VaG 6:2; VaE 4:25
1 VaK. 12:26VaH 13:3
1 VaK. 12:26VaR 12:15
1 VaK. 12:27VaE 1:22, 23
1 VaK. 12:27VaR 12:4, 5
1 VaK. 12:28VaE 2:20
1 VaK. 12:28Mab 13:1
1 VaK. 12:28VaE 4:11
1 VaK. 12:28VaG 3:5
1 VaK. 12:28Mab 5:16
1 VaK. 12:28VaH 13:17
1 VaK. 12:28Mab 2:6, 7
1 VaK. 12:301VaK 14:4
1 VaK. 12:301VaK 14:5
1 VaK. 12:311VaK 14:1
1 VaK. 12:311VaK 13:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 12:1-31

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

12 Hama, kana pari pamusoro pezvipo zvemweya,+ handidi kuti mugare musingazivi. 2 Munoziva kuti pamaiva vanhu vemamwe marudzi,* mainyengerwa muchitungamirirwa kunonamata zvidhori zvisingatauri,+ muchienda kwese kwazvaikutungamirirai. 3 Saka ndinoda kuti muzive kuti hapana munhu angatauriswe nemweya waMwari kuti: “Jesu akatukwa!” uye hapana munhu angati: “Jesu ndiShe!” kana asingatauriswi nemweya mutsvene.+

4 Kune zvipo zvakasiyana-siyana, asi kune mweya mumwe chete;+ 5 uye kune ushumiri hwakasiyana-siyana,+ asi kuna Ishe mumwe chete; 6 uye kune mabasa akasiyana-siyana, asi Mwari mumwe chete ndiye anoaita ese muvanhu vese.+ 7 Asi mweya unooneka kushanda kwawo pane mumwe nemumwe nechinangwa chakanaka.+ 8 Nekuti mumwe anopiwa nemweya kutaura kweuchenjeri,* mumwe anopiwa nemweya mumwe chetewo kutaura kunoratidza ruzivo, 9 mumwe anopiwa kutenda+ nemweya mumwe chetewo, mumwe anopiwa zvipo zvekurapa+ nemweya iwoyo mumwe chete, 10 mumwewo anopiwa chipo chekuita mabasa esimba,+ mumwe chekuprofita, mumwe chekukwanisa kunzwisisa mashoko akafemerwa,+ mumwe chendimi dzakasiyana-siyana,*+ uye mumwe chekududzira ndimi.+ 11 Asi mweya mumwe chete iwoyo ndiwo unoita mabasa ese aya, uchipa mumwe nemumwe zvaunoda.

12 Sezvo muviri uri mumwe chete asi uine nhengo dzakawanda, uye nhengo dzese dzemuviri iwoyo, kunyange dzakawanda, dziri muviri mumwe chete,+ ndizvo zvakaitawo Kristu. 13 Nekuti tese takabhabhatidzwa nemweya mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, varanda kana vanhu vakasununguka, tese takaitwa kuti tinwe mweya mumwe chete.

14 Nekuti muviri hauna nhengo imwe chete, asi une dzakawanda.+ 15 Kana tsoka ikati, “Sezvo ndisiri ruoko, handisi nhengo yemuviri,” izvozvo hazviiti kuti isava nhengo yemuviri. 16 Uye kana nzeve ikati, “Sezvo ndisiri ziso, handisi nhengo yemuviri,” izvozvo hazviiti kuti isava nhengo yemuviri. 17 Kudai muviri wese waiva ziso, kunzwa kungadai kuri kupi? Kudai wese waiva kunzwa, kunhuhwidza kungadai kuri kupi? 18 Asi Mwari akaronga nhengo imwe neimwe yemuviri sezvaaida.

19 Kudai dzese dzaiva nhengo imwe chete, muviri ungadai uri kupi? 20 Asi zvino inhengo dzakawanda, iwo muviri uri mumwe chete. 21 Ziso harigoni kuti kuruoko, “Handina basa newe,” uye musoro haugoni kuti kutsoka, “Handina basa newe.” 22 Asi nhengo dzemuviri dzinoita sedzisina simba dzine basa, 23 uye nhengo dzemuviri dzatinofunga kuti dzinokudzwa zvishoma, tinodzikomberedza nekukudzwa kukuru,+ saka nhengo dzedu dzisingaratidziki zvakanaka dzinobatwa neruremekedzo, 24 asi nhengo dzedu dzinoratidzika zvakanaka hadzina chadzinoda. Kunyange zvakadaro, Mwari akagadzira muviri wakadaro, achipa kukudzwa kukuru kunhengo yakanga isingakudzwi, 25 kuti parege kuva nekupesana mumuviri, asi kuti nhengo dzawo dzichengetane.+ 26 Kana nhengo imwe chete ikatambura, dzimwe nhengo dzese dzinotambura pamwe chete nayo;+ kana kuti kana nhengo imwe chete ikakudzwa, dzimwe nhengo dzese dzinofara pamwe chete nayo.+

27 Zvino imi muri muviri waKristu,+ uye mumwe nemumwe wenyu inhengo yawo.+ 28 Uye Mwari akaisa vanhu vakasiyana-siyana muungano: kutanga, vaapostora;+ kechipiri, vaprofita;+ kechitatu, vadzidzisi;+ kwozotevera mabasa esimba;+ achiteverwa nezvipo zvekuporesa;+ mabasa anobatsira; kukwanisa kutungamirira;+ ndimi dzakasiyana-siyana.+ 29 Vese vaapostora here? Vese vaprofita here? Vese vadzidzisi here? Vese vanoita mabasa esimba here? 30 Vese vane zvipo zvekuporesa here? Vese vanotaura nendimi here?+ Vese vaturikiri* here?+ 31 Asi rambai muchivavarira kuwana* zvipo zvikuru.+ Asi ini ndichakuratidzai nzira inopfuura dzese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe