RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Kuzvichenesa pakusachena (1)

      • Mufaro waPauro pamusoro pevaKorinde (2-4)

      • Tito anouya neshoko rinofadza (5-7)

      • Kusuruvara zvinofadza Mwari uye kupfidza zvivi (8-16)

2 VaKorinde 7:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:16
  • +VaR 12:1; 1Ti 1:5; 3:9; 1Jo 3:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 40

    Mukai!,

    nha. 3 2019, pp. 4-5

    5/8/1994, pp. 15-16

    “Rudo rwaMwari,” pp. 93-95

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 26

    8/1/1997, pp. 5-7

    6/1/1989, pp. 13-20

    Chakavanzika Chomufarwa, pp. 45-48

    Shoko raMwari, p. 166

2 VaKorinde 7:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:10; 2VaK 6:12, 13
  • +Mab 20:33, 34; 2VaK 12:17

2 VaKorinde 7:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:17; Fir 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 15

2 VaKorinde 7:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “nyama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2014, p. 23

    11/15/1998, p. 30

    11/1/1996, pp. 11-12

    7/15/1992, p. 19

2 VaKorinde 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupupurira Kwazvo, p. 166

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 30

    11/1/1996, pp. 11-12

    3/1/1990, p. 5

2 VaKorinde 7:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “kundishingairira kwamunoita.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupupurira Kwazvo, p. 166

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 30

2 VaKorinde 7:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 2:4

2 VaKorinde 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:5; 1Jo 1:9

2 VaKorinde 7:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hamuna mhosva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1997, p. 14

2 VaKorinde 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 5:5

2 VaKorinde 7:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekutya nekudedera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 2:9; VaH 13:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 30

2 VaKorinde 7:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ndine ushingi nemhaka yenyu.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 7:12VaK 6:16
2 VaK. 7:1VaR 12:1; 1Ti 1:5; 3:9; 1Jo 3:3
2 VaK. 7:2VaR 12:10; 2VaK 6:12, 13
2 VaK. 7:2Mab 20:33, 34; 2VaK 12:17
2 VaK. 7:4VaF 2:17; Fir 7
2 VaK. 7:5Mab 20:1
2 VaK. 7:62VaK 1:3, 4
2 VaK. 7:82VaK 2:4
2 VaK. 7:10Pis 32:5; 1Jo 1:9
2 VaK. 7:11Mt 3:8
2 VaK. 7:121VaK 5:5
2 VaK. 7:152VaK 2:9; VaH 13:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 7:1-16

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.

2 Tiwanireiwo nzvimbo mumwoyo menyu.+ Hatina watakatadzira, hatina watakakanganisa, hatina watakanyengera kuti zvitinakire.+ 3 Handisi kutaura izvi kuti ndikupei mhosva. Nekuti ndambozvitaura kuti muri mumwoyo medu kuti tife pamwe chete uye kuti tirarame pamwe chete. 4 Ndinotaura nemi ndakanyatsosununguka. Ndinozvirumbidza chaizvo pamusoro penyu. Ndakazara nekunyaradzwa; ndiri kufashukira nemufaro pakutambudzika kwedu kwese.+

5 Ndingatoti patakasvika kuMakedhoniya,+ miviri* yedu haina kumbozorora, asi takaramba tichitambura munzira dzese; kunze kwaiva nekurwiswa, mukati muine kutya. 6 Asi Mwari, uyo anonyaradza vakaora mwoyo,+ akatinyaradza nekuvapo kwaTito; 7 kwete chete nekuvapo kwake, asiwo nekuti imi makanga mamunyaradza, uye akatiudza nezvekundisuwa kwamuri kuita, kuchema kwenyu, uye kuti mune hanya neni;* izvi zvakaita kuti ndiwedzere kufara.

8 Nekuti kunyange ndakakusuruvarisai netsamba yangu,+ handizvidembi. Kunyange zvazvo ndakambozvidemba pakutanga (pandakaona kuti tsamba yacho yakakusuruvarisai, kunyange zvaiva zvenguva diki), 9 iye zvino ndinofara, kwete nekuti makangosuruvariswa, asi nekuti makasuruvariswa mukapfidza zvivi zvenyu. Nekuti makasuruvara zvinofadza Mwari, zvekuti hamuna kukanganiswa nesu. 10 Nekuti kusuruvara kunofadza Mwari kunoita kuti munhu apfidze zvivi zvake otungamirirwa kuruponeso, asingazozvidembi;+ asi kusuruvara kwenyika kunoita kuti pave nerufu. 11 Nekuti onai kuti kusuruvara kwenyu uko kunofadza Mwari kwakaita kuti muite zvinhu nemwoyo wese, muzvichenese, mutsamwe, mutye, musuwe, mushingaire, uye mururamise zvakaipa!+ Muzvinhu zvese makaratidza kuti makachena* panyaya iyi. 12 Kunyange zvazvo ndakakunyorerai, handina kuzviitira munhu akatadza wacho+ kana kuti akatadzirwa wacho, asi ndakazviitira kuti chido chenyu chekutiteerera chiratidzwe pachena pakati penyu pamberi paMwari. 13 Ndokusaka takanyaradzwa.

Asi kuwedzera pakunyaradzwa kwedu, takatonyanya kufara patakaona kufara kwaiita Tito, nekuti imi makazorodza mweya wake. 14 Nekuti kana ndakazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, handina kunyadziswa; asi sezvo zvinhu zvese zvatakakuudzai zvaiva zvechokwadi, kuzvirumbidza kwedu pamberi paTito kwaivawo kwechokwadi. 15 Uyewo, anokudai zvakadzama paanofunga nezvekuteerera kwenyu mese,+ pamakamugamuchira neruremekedzo rukuru.* 16 Ndiri kufara kuti ndinovimba nemi muzvinhu zvese.*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe