RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Chenjerera zvaunoita pamberi paMwari (1-7)

      • Vakaderera vanotariswa nevakakwirira (8, 9)

      • Kusabatsira kwepfuma (10-20)

        • Vanoda mari havambogutswi (10)

        • Hope dzemunhu anoshanda dzinonaka (12)

Muparidzi 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 15:1, 2
  • +Dhe 31:12; Mab 17:11
  • +1Sa 13:12, 13; 15:22; Zvi 21:27; Isa 1:13; Ho 6:6

Muparidzi 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 30:2; 1Sa 14:24
  • +Zvi 10:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

Muparidzi 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 6:25, 34; Ru 12:18-20
  • +Zvi 10:19; 15:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, pp. 14-15

    Mukai!,

    8/8/1994, p. 24

Muparidzi 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:21; Pis 76:11; Mt 5:33
  • +Mup 10:12
  • +Nu 30:2; Pis 66:13

Muparidzi 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:22; Zvi 20:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/1993, p. 16

Muparidzi 5:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kuitisa nyama yako.”

  • *

    Kana kuti “pemutumwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 11:35
  • +Re 5:4
  • +Pis 127:1; Hag 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/1993, pp. 16-17

Muparidzi 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:3
  • +Mup 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, pp. 14-15

Muparidzi 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2020, p. 31

Muparidzi 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 8:11, 12; 1Mad 4:7; 2Mak 26:9, 10; Rwi 8:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

Muparidzi 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 4:8
  • +Mt 6:24; Ru 12:15; 1Ti 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    11/2014, p. 4

    7/2006, p. 5

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, pp. 4-5

Muparidzi 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:22, 23
  • +Zvi 23:4, 5; 1Jo 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, pp. 4-5

Muparidzi 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2021 p. 8

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, p. 23

Muparidzi 5:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pebasa raaiita risina.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 23:4, 5; Mt 6:19

Muparidzi 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:21
  • +Pis 49:17; Ru 12:20; 1Ti 6:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, p. 6

Muparidzi 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 16:26; Joh 6:27

Muparidzi 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, p. 5

Muparidzi 5:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mugove.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:20
  • +Mup 2:24; 3:22; Isa 65:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1998, p. 6

Muparidzi 5:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mugove.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:12, 13; Job 42:12
  • +Dhe 8:10; Mup 3:12, 13; 1Ti 6:17; Jak 1:17

Muparidzi 5:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haazoyeuki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:8; Pis 4:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 5:1Pis 15:1, 2
Mup. 5:1Dhe 31:12; Mab 17:11
Mup. 5:11Sa 13:12, 13; 15:22; Zvi 21:27; Isa 1:13; Ho 6:6
Mup. 5:2Nu 30:2; 1Sa 14:24
Mup. 5:2Zvi 10:19
Mup. 5:3Mt 6:25, 34; Ru 12:18-20
Mup. 5:3Zvi 10:19; 15:2
Mup. 5:4Nu 30:2; Pis 66:13
Mup. 5:4Dhe 23:21; Pis 76:11; Mt 5:33
Mup. 5:4Mup 10:12
Mup. 5:5Dhe 23:22; Zvi 20:25
Mup. 5:6Vat 11:35
Mup. 5:6Re 5:4
Mup. 5:6Pis 127:1; Hag 1:11
Mup. 5:7Mup 5:3
Mup. 5:7Mup 12:13
Mup. 5:8Mup 3:16
Mup. 5:91Sa 8:11, 12; 1Mad 4:7; 2Mak 26:9, 10; Rwi 8:11
Mup. 5:10Mup 4:8
Mup. 5:10Mt 6:24; Ru 12:15; 1Ti 6:10
Mup. 5:111Mad 4:22, 23
Mup. 5:11Zvi 23:4, 5; 1Jo 2:16
Mup. 5:14Zvi 23:4, 5; Mt 6:19
Mup. 5:15Job 1:21
Mup. 5:15Pis 49:17; Ru 12:20; 1Ti 6:7
Mup. 5:16Mt 16:26; Joh 6:27
Mup. 5:171Ti 6:10
Mup. 5:181Mad 4:20
Mup. 5:18Mup 2:24; 3:22; Isa 65:21, 22
Mup. 5:191Mad 3:12, 13; Job 42:12
Mup. 5:19Dhe 8:10; Mup 3:12, 13; 1Ti 6:17; Jak 1:17
Mup. 5:20Dhe 28:8; Pis 4:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 5:1-20

Muparidzi

5 Chenjerera tsoka dzako pese paunoenda kuimba yaMwari wechokwadi;+ zviri nani kuti uende kunoteerera+ pane kunopa chibayiro sezvinoita mapenzi,+ nekuti haazivi kuti zvaari kuita zvakaipa.

2 Usakurumidza nemuromo wako, kana kurega mwoyo wako uchimhanyirira kutaura pamberi paMwari wechokwadi,+ nekuti Mwari wechokwadi ari kudenga asi iwe uri panyika. Ndokusaka mashoko ako achifanira kuva mashoma.+ 3 Nekuti kurota kunobva pakuwandirwa nezvekuita,+ uye kuwawata kwebenzi kunobva pakuwandirwa nemashoko.+ 4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+ 5 Zviri nani kurega kupika pane kupika usingaripi.+ 6 Usabvumira muromo wako kukuitisa* chivi,+ uye usati pamberi pengirozi* kwaiva kukanganisa.+ Ungadirei kuti Mwari wechokwadi atsamwe nezvaunotaura oparadza basa remaoko ako?+ 7 Nekuti sezvo kuwandirwa nezvekuita kuchiita kuti pave nekurota,+ kuwandirwawo nemashoko hakuna zvakunobatsira. Asi itya Mwari wechokwadi.+

8 Kana ukaona murombo achidzvinyirirwa, pachitongwa zvisina kururama uye kururama kusiri kutevedzerwa mudunhu rako, usashamiswa nazvo.+ Nekuti gurukota iroro riri kuonekwa neuya ari pamusoro paro, uye kune vamwe vatori pamusoro pavo.

9 Uyewo, vese vanogovana zvibereko zvenyika; kunyange namambo anodya zvinobva mumunda.+

10 Munhu anoda sirivha haambofi akagutswa nesirivha, uye munhu anoda pfuma haambogutswi nemari yaanowana.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira.+

11 Zvinhu zvakanaka pazvinowedzera, vanozvidya vanowedzerawo.+ Uye muridzi wazvo anobatsirwei nazvo, kunze kwekungozvitarisa nemaziso ake?+

12 Hope dzemunhu anoshanda dzinonaka, angave achidya zvishoma kana zvizhinji, asi zvinhu zvizhinji zvemupfumi zvinomutadzisa kurara.

13 Pane dambudziko guru randakaona pasi pezuva: pfuma yakaunganidzwa nemuridzi wayo ikamukanganisa. 14 Pfuma iyoyo yakaparara nepamusana pezvinhu zvisina* kuzofamba zvakanaka, uye paanozobereka mwanakomana, anenge asisina nhaka yekumusiyira.+

15 Sekubuda kwakaita munhu mudumbu raamai vake, achaenda asina kupfeka, sekubuda kwaakaita.+ Uye hapana kana chaanogona kutakura pazvese zvaakashandira nesimba.+

16 Izviwo idambudziko guru: Semauyiro aakaita, ndiwo maendero aachaita; uye munhu anoramba achishanda nesimba achidzingana nemhepo anowanei?+ 17 Uyewo, mazuva ese anodyira murima, achivhiringidzika zvakanyanya, achirwara uye akatsamwa.+

18 Izvi ndizvo zvandakaona kuti zvakanaka uye zvakakodzera: kuti munhu anofanira kudya nekunwa uye kufadzwa nekushanda nesimba pabasa rake rakaoma+ raanoita pasi pezuva, pamazuva mashoma eupenyu aakapiwa naMwari wechokwadi, nekuti iwoyo ndiwo mubayiro* wake.+ 19 Uyewo, Mwari wechokwadi paanopa munhu pfuma nezvinhu zvekurarama nazvo,+ oita kuti akwanise kunakidzwa nazvo, munhu iyeye anofanira kutora mubayiro* wake uye anofanira kufadzwa nekushanda kwake nesimba. Ichi chipo chaMwari.+ 20 Nekuti haazombooni* kufamba kunoita mazuva muupenyu hwake, nekuti Mwari wechokwadi anoita kuti agare akabatikana achifara mumwoyo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe