RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Chivi chaJudha chakadzika midzi (1-4)

      • Kuvimba naJehovha kunounza makomborero (5-8)

      • Mwoyo unonyengera (9-11)

      • Jehovha ndiye tariro yaIsraeri (12, 13)

      • Munyengetero waJeremiya (14-18)

      • Kuchengeta zuva reSabata riri dzvene (19-27)

Jeremiya 17:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:7; 2Mak 24:18; 33:1, 3
  • +Isa 1:29; Eze 6:13

Jeremiya 17:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:11, 13; Jer 15:13
  • +Re 26:30; Eze 6:3

Jeremiya 17:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Nekuti mabatidzwa semoto mukutsamwa kwangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 5:2
  • +Dhe 28:48; Jer 16:13
  • +Isa 5:25; Jer 15:14

Jeremiya 17:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munhu ane simba.”

  • *

    ChiHeb., “Anoita kuti nyama ive ruoko rwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 30:1, 2
  • +2Mad 16:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 44

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 10

    8/15/1998, p. 6

Jeremiya 17:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munhu ane simba.”

  • *

    Kana kuti “chivimbo chake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:8; 146:5; Isa 26:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 10

Jeremiya 17:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 1:3; 92:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    9/2019, p. 8

    Nharireyomurindi,

    4/15/2011, p. 28

    3/15/2011, p. 14

    3/1/2009, pp. 16-17

Jeremiya 17:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unofurira.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “haurapiki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:5; 8:21; Zvi 28:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 43-45

    Nharireyomurindi,

    2/15/2004, pp. 10-11

    10/15/2001, p. 25

    8/1/2001, p. 9

    3/1/2000, p. 30

    12/1/1990, pp. 16-17

Jeremiya 17:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “itsvo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:7; 1Mak 28:9; Zvi 17:3; 21:2
  • +VaR 2:6; VaG 6:7; Zva 2:23; 22:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, p. 9

Jeremiya 17:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nenzira isina kururama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:20; Isa 1:23; Jak 5:4

Jeremiya 17:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:5; Isa 6:1

Jeremiya 17:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kwandiri,” zvinoratidza sekuti pari kureva Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:27; Isa 1:28
  • +Jer 2:13; Zva 22:1

Jeremiya 17:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:20

Jeremiya 17:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:19; 2Pe 3:4

Jeremiya 17:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekuvaparadza kakapetwa kaviri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:15; 20:11
  • +Jer 18:23

Jeremiya 17:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:2

Jeremiya 17:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 13:19

Jeremiya 17:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:9, 10; Re 23:3
  • +Eks 31:13

Jeremiya 17:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mitsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:4; Eze 20:13

Jeremiya 17:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:12-14

Jeremiya 17:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 132:11
  • +Jer 22:4

Jeremiya 17:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekumaodzanyemba.”

  • *

    Shoko rakashandurwa kuti zviyo rinoreva zvirimwa zvakasiyana-siyana zvine tsanga zvakadai segorosi nebhari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:44
  • +Jer 33:13
  • +Re 1:3
  • +Ezr 3:3
  • +Re 2:1, 2
  • +Pis 107:22; 116:17; Jer 33:10, 11

Jeremiya 17:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:9, 10; Jer 39:8
  • +2Mad 22:16, 17; Mari 4:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 17:2Vat 3:7; 2Mak 24:18; 33:1, 3
Jer. 17:2Isa 1:29; Eze 6:13
Jer. 17:32Mad 24:11, 13; Jer 15:13
Jer. 17:3Re 26:30; Eze 6:3
Jer. 17:4Mari 5:2
Jer. 17:4Dhe 28:48; Jer 16:13
Jer. 17:4Isa 5:25; Jer 15:14
Jer. 17:5Isa 30:1, 2
Jer. 17:52Mad 16:7
Jer. 17:7Pis 34:8; 146:5; Isa 26:3
Jer. 17:8Pis 1:3; 92:12, 13
Jer. 17:9Ge 6:5; 8:21; Zvi 28:26
Jer. 17:101Sa 16:7; 1Mak 28:9; Zvi 17:3; 21:2
Jer. 17:10VaR 2:6; VaG 6:7; Zva 2:23; 22:12
Jer. 17:11Zvi 28:20; Isa 1:23; Jak 5:4
Jer. 17:122Mak 2:5; Isa 6:1
Jer. 17:13Pis 73:27; Isa 1:28
Jer. 17:13Jer 2:13; Zva 22:1
Jer. 17:14Jer 15:20
Jer. 17:15Isa 5:19; 2Pe 3:4
Jer. 17:18Jer 15:15; 20:11
Jer. 17:18Jer 18:23
Jer. 17:19Jer 7:2
Jer. 17:21Ne 13:19
Jer. 17:22Eks 20:9, 10; Re 23:3
Jer. 17:22Eks 31:13
Jer. 17:23Isa 48:4; Eze 20:13
Jer. 17:24Dhe 5:12-14
Jer. 17:25Pis 132:11
Jer. 17:25Jer 22:4
Jer. 17:26Jer 32:44
Jer. 17:26Jer 33:13
Jer. 17:26Re 1:3
Jer. 17:26Ezr 3:3
Jer. 17:26Re 2:1, 2
Jer. 17:26Pis 107:22; 116:17; Jer 33:10, 11
Jer. 17:272Mad 25:9, 10; Jer 39:8
Jer. 17:272Mad 22:16, 17; Mari 4:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 17:1-27

Jeremiya

17 “Chivi chaJudha chakanyorwa nechinyoreso chesimbi.

Chakatemerwa nechinyoreso chine muromo wedhaimondi pahwendefa remwoyo yavo

Uye panyanga dzeatari dzavo,

 2 Uyewo vanakomana vavo vari kuyeuka atari dzavo nemapango avo anoyera*+

Pedyo nemuti wakasvibirira, muzvikomo zvakakwirira,+

 3 Nemumakomo ari kumaruwa.

Ndichaita kuti pfuma yako, zvinhu zvako zvese zvinokosha zvipambwe+

Idzo nzvimbo dzako dzakakwirira nekuda kwechivi chiri munharaunda dzako dzese.+

 4 Uchasiya wega nhaka yako yandakakupa.+

Uye ndichaita kuti ushandire vavengi vako munyika yausingazivi,+

Nekuti mabatidza kutsamwa kwangu semoto.*+

Kucharamba kuchibvira.”

 5 Zvanzi naJehovha:

“Munhu* anovimba nemumwewo munhu ngaatukwe,+

Anovimba nesimba revanhu,*+

Uye ane mwoyo unotsauka pana Jehovha.

 6 Achaita semuti uri wega mugwenga.

Haazooni zvakanaka pazvinouya,

Asi achagara munzvimbo dzakaoma murenje,

Munyika ine munyu isingagariki.

 7 Akakomborerwa munhu* anovimba naJehovha,

Uyo anoisa tariro yake* muna Jehovha.+

 8 Achaita semuti wakadyarwa pedyo nemvura,

Unoendesa midzi yawo kurukova.

Haazozvioni kuti kwava kupisa,

Asi mashizha ake achagara akasvibirira.+

Uye haazonetseki gore rakusinganayi mvura,

Uyewo haazoregi kubereka zvibereko.

 9 Mwoyo unonyengera* kupfuura zvinhu zvese uye wakaipa kwazvo.*+

Ndiani angauziva?

10 Ini, Jehovha, ndiri kunzvera mwoyo,+

Ndiri kuongorora pfungwa dzakadzama,*

Kuti ndipe mumwe nemumwe zvinoenderana nenzira dzake,

Zvinoenderana nezvibereko zvemabasa ake.+

11 Sechikwari chinounganidza zvachisina kukandira,

Ndizvo zvakaita munhu anowana pfuma achibiridzira.*+

Pfuma yacho ichamusiya pakati peupenyu hwake,

Uye upenzi hwake huchabuda pachena.”

12 Chigaro cheumambo chakakwidziridzwa kubvira pakutanga

Ndicho nzvimbo yedu tsvene.+

13 Haiwa Jehovha, tariro yaIsraeri,

Vaya vese vanokusiyai vachanyadziswa.

Vaya vanotsauka vachibva kwamuri* vachanyorwa muvhu,+

Nekuti vakasiya Jehovha, tsime remvura mhenyu.+

14 Haiwa Jehovha, ndiporesei uye ndichapora.

Ndiponesei, uye ndichaponeswa,+

Nekuti ndimi wandinorumbidza.

15 Inzwai! Kune vaya vari kuti kwandiri:

“Shoko raJehovha riri kupi?+

Tapota ngariuye!”

16 Asi ini handina kutiza ndichirega kukuteverai semufudzi,

Uye handina kumboti dai zuva redambudziko rauya zvaro.

Munonyatsoziva zvese zvakataurwa nemuromo wangu;

Zvese zvakaitika pamberi pechiso chenyu!

17 Musandityisa.

Ndimi nzvimbo yangu yekupotera pazuva redambudziko.

18 Vatambudzi vangu ngavanyadziswe,+

Asi ini musandirega ndichinyadziswa.

Itai kuti vavhundutswe,

Asi ini musandirega ndichivhundutswa.

Unzai zuva redambudziko pavari,+

Muvapwanye nekuvaparadza zvachose.*

19 Jehovha akati kwandiri: “Enda unomira pagedhi revanakomana vevanhu vacho iro rinoshandiswa nemadzimambo eJudha pakupinda nekubuda, uye pamagedhi ese eJerusarema.+ 20 Uti kwavari, ‘Inzwai shoko raJehovha, imi madzimambo eJudha, vanhu vese veJudha, nevagari vese vemuJerusarema, imi munopinda nepamagedhi aya. 21 Zvanzi naJehovha: “Chenjererai zvamunoita* uye musatakura chero mutoro upi zvawo pazuva reSabata kana kuupinza nepamagedhi eJerusarema.+ 22 Hapana chinhu chamunofanira kutakura muchibudisa mudzimba dzenyu pazuva reSabata; uye hamutombofaniri kuita basa.+ Chengetai zuva reSabata riri dzvene, sezvandakarayira madzitateguru enyu.+ 23 Asi ivo havana kuteerera kana kurereka nzeve yavo, uye vakaomesa misoro* yavo vachiramba kuteerera uye kurangwa.”’+

24 “‘“Asi kana mukanyatsonditeerera,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “porega kuva nemutoro wamunopinza nepamagedhi eguta rino pazuva reSabata uye mochengeta zuva reSabata riri dzvene kuburikidza nekurega kuita basa chero ripi zvaro pariri,+ 25 madzimambo nemachinda anogara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi+ achapindawo nepamagedhi eguta rino ari mungoro uye pamabhiza, iwo nemachinda awo, varume veJudha nevagari vemuJerusarema;+ uye guta rino richaramba richigarwa. 26 Uye vanhu vachauya vachibva kumaguta eJudha, munzvimbo dzakapoteredza Jerusarema, munyika yaBhenjamini,+ munyika yakadzikira,+ munzvimbo ine makomo, nekuNegebhu,* vachiuya muimba yaJehovha nemipiro inopiswa,+ zvibayiro,+ mipiro yezviyo,*+ nezvinonhuhwirira zvichena nezvibayiro zvekuonga.+

27 “‘“Asi kana mukasanditeerera muchirega kuchengeta zuva reSabata riri dzvene uye muchitakura mitoro nekupinda nayo nepamagedhi eJerusarema pazuva reSabata, ndichapisa magedhi aro uye moto wacho uchapisa shongwe dzakasimba dzeJerusarema+ uye hauzodzimwi.”’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe