RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 130
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Ndinodana kwamuri ndiri munzvimbo dzakadzika”

        • “Kudai maitarisa zvikanganiso” (3)

        • Jehovha anokanganwira zvechokwadi (4)

        • “Ndinomirira Jehovha nemwoyo wese” (6)

Pisarema 130:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 3:55; Jon 2:1, 2

Pisarema 130:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

  • *

    Kana kuti “maigara muchichengeta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:4; 103:14; 143:1, 2; Isa 55:7; Dha 9:18; VaR 3:20; Tit 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2019, p. 3

    Nharireyomurindi,

    10/15/2002, p. 14

Pisarema 130:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6, 7; Pis 25:11
  • +Jer 33:8, 9

Pisarema 130:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu une tariro.”

Pisarema 130:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 7:7
  • +Pis 119:147

Pisarema 130:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 130:1Mari 3:55; Jon 2:1, 2
Pis. 130:3Pis 38:4; 103:14; 143:1, 2; Isa 55:7; Dha 9:18; VaR 3:20; Tit 3:5
Pis. 130:4Eks 34:6, 7; Pis 25:11
Pis. 130:4Jer 33:8, 9
Pis. 130:6Mik 7:7
Pis. 130:6Pis 119:147
Pis. 130:7Pis 86:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 130:1-8

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

130 Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri ndiri munzvimbo dzakadzika.+

 2 Haiwa Jehovha, inzwai inzwi rangu.

Nzeve dzenyu ngadziteerere kuteterera kwangu kuti mundibatsire.

 3 Nhai Jah,* kudai maitarisa* zvikanganiso,

Ndiani aizomira, nhai Jehovha?+

 4 Nekuti imi munokanganwira zvechokwadi,+

Zvekuti munotyiwa.+

 5 Ndine tariro muna Jehovha, ndine tariro yakazara* maari;

Ndinomirira shoko rake.

 6 Ndinomirira Jehovha nemwoyo wese,+

Kupfuura zvinoita varindi vanomirira mangwanani,+

Zvechokwadi, kupfuura varindi vanomirira mangwanani.

 7 Israeri ngaarambe akamirira Jehovha,

Nekuti Jehovha ane rudo rusingachinji,+

Uye ane simba guru rekudzikinura.

 8 Achadzikinura Israeri pazvikanganiso zvavo zvese.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe