RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Kukunda kwaDhavhidhi (1-13)

      • Umambo hwaDhavhidhi (14-17)

1 Makoronike 18:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:1
  • +1Sa 5:8; 2Sa 1:20

1 Makoronike 18:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 24:17; Pis 60:8
  • +2Sa 8:2; 2Mad 3:4

1 Makoronike 18:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:23
  • +1Sa 14:47; 2Sa 10:6; Pis 60:mashoko ekusuma
  • +2Mak 8:3
  • +Ge 15:18; Eks 23:31; 2Sa 8:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 11

    “Rugwaro Rwose,” pp. 77-78

1 Makoronike 18:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “madzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 20:7
  • +Dhe 17:16; Pis 33:17

1 Makoronike 18:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:5-8

1 Makoronike 18:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “apone.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:8

1 Makoronike 18:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:23
  • +1Mad 7:15, 45

1 Makoronike 18:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:3
  • +2Sa 8:9-11

1 Makoronike 18:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akatsvenesa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 6:19; 2Mak 5:1
  • +1Mak 20:1
  • +2Sa 5:25
  • +1Sa 27:8, 9; 30:18, 20

1 Makoronike 18:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:6; 2Sa 3:30; 10:10; 20:6; 21:17
  • +1Mak 2:15, 16
  • +2Sa 8:13, 14

1 Makoronike 18:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “apone.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:23; 27:40
  • +Pis 18:48; 144:10

1 Makoronike 18:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:11
  • +2Sa 8:15-18; 23:3, 4; Pis 78:70-72

1 Makoronike 18:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:6
  • +1Mad 4:3

1 Makoronike 18:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 30:14; Zef 2:5
  • +1Mad 1:38

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 18:12Sa 8:1
1 Mak. 18:11Sa 5:8; 2Sa 1:20
1 Mak. 18:2Nu 24:17; Pis 60:8
1 Mak. 18:22Sa 8:2; 2Mad 3:4
1 Mak. 18:31Mad 11:23
1 Mak. 18:31Sa 14:47; 2Sa 10:6; Pis 60:mashoko ekusuma
1 Mak. 18:32Mak 8:3
1 Mak. 18:3Ge 15:18; Eks 23:31; 2Sa 8:3, 4
1 Mak. 18:4Pis 20:7
1 Mak. 18:4Dhe 17:16; Pis 33:17
1 Mak. 18:52Sa 8:5-8
1 Mak. 18:61Mak 17:8
1 Mak. 18:81Mad 7:23
1 Mak. 18:81Mad 7:15, 45
1 Mak. 18:92Sa 8:3
1 Mak. 18:92Sa 8:9-11
1 Mak. 18:11Jos 6:19; 2Mak 5:1
1 Mak. 18:111Mak 20:1
1 Mak. 18:112Sa 5:25
1 Mak. 18:111Sa 27:8, 9; 30:18, 20
1 Mak. 18:121Sa 26:6; 2Sa 3:30; 10:10; 20:6; 21:17
1 Mak. 18:121Mak 2:15, 16
1 Mak. 18:122Sa 8:13, 14
1 Mak. 18:13Ge 25:23; 27:40
1 Mak. 18:13Pis 18:48; 144:10
1 Mak. 18:141Mad 2:11
1 Mak. 18:142Sa 8:15-18; 23:3, 4; Pis 78:70-72
1 Mak. 18:151Mak 11:6
1 Mak. 18:151Mad 4:3
1 Mak. 18:171Sa 30:14; Zef 2:5
1 Mak. 18:171Mad 1:38
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 18:1-17

Bhuku Rekutanga reMakoronike

18 Nekufamba kwenguva, Dhavhidhi akarwisa vaFiristiya, akavakunda,+ uye akatorera vaFiristiya Gati+ nemaguta madiki akaipoteredza. 2 Akabva akunda Moabhi,+ uye vaMoabhi vakava varanda vaDhavhidhi vachibhadhariswa mutero.+

3 Dhavhidhi akakunda Mambo Hadhadhezeri+ weZobha+ pedyo neHamati+ paaiva munzira kuti anotanga kutonga kuRwizi rwaYufratesi.+ 4 Dhavhidhi akamutorera ngoro 1 000, vatasvi vemabhiza 7 000, nevarwi vaifamba netsoka 20 000.+ Dhavhidhi akabva adimbura marunda* emakumbo emabhiza ese aidhonza ngoro, akasiya mabhiza 100.+ 5 VaSiriya vekuDhamasiko pavakauya kuzobatsira Mambo Hadhadhezeri weZobha, Dhavhidhi akauraya vaSiriya 22 000.+ 6 Dhavhidhi akabva aisa mapoka evarwi muSiriya yekuDhamasiko, uye vaSiriya vakava varanda vaDhavhidhi, vachibhadhara mutero kwaari. Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+ 7 Dhavhidhi akatorawo nhoo dzegoridhe dzeraundi dzevaranda vaHadhadhezeri, akaenda nadzo kuJerusarema. 8 Dhavhidhi akatora mhangura yakawanda kwazvo kuTibhati nekuKuni, maguta aHadhadhezeri. Soromoni akaigadzirisa Dziva remhangura,+ mbiru, nemidziyo yemhangura.+

9 Mambo Tou weHamati paakanzwa kuti Dhavhidhi akanga akunda uto rese raMambo Hadhadhezeri+ weZobha,+ 10 akabva angotuma mwanakomana wake Hadhoramu kuna Mambo Dhavhidhi kunomubvunza kuti akadii nekumukorokotedza kuti akanga arwa naHadhadhezeri akamukunda, (nekuti Hadhadhezeri akanga amborwisana naTou kakawanda), uye akauya nezvinhu zvemhando dzese zvegoridhe, sirivha, nemhangura. 11 Mambo Dhavhidhi akatsaura* zvinhu izvi kuti zvive zvaJehovha,+ pamwe chete nesirivha negoridhe zvaakanga atora kumarudzi ese: zvakabva kuEdhomu nekuMoabhi, kuvaAmoni,+ vaFiristiya+ nekuvaAmareki.+

12 Abhishai+ mwanakomana waZeruya+ akauraya vaEdhomu 18 000 muBani reMunyu.+ 13 Akaisa mapoka evarwi muEdhomu, uye vaEdhomu vese vakava varanda vaDhavhidhi.+ Jehovha aiita kuti Dhavhidhi akunde* kwese kwaaienda.+ 14 Dhavhidhi akaramba achitonga vaIsraeri vese,+ uye aiitira vanhu vake vese zvakarurama, achiita kuti nyaya dzavo dzitongwe zvakanaka.+ 15 Joabhi mwanakomana waZeruya ndiye aiva mukuru weuto,+ Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi ari munyori wezvaiitika, 16 Zadhoki mwanakomana waAhitubhu naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari vaiva vapristi, uye Shavhisha aiva munyori. 17 Bhenaya mwanakomana waJehoyadha ndiye aitungamirira vaKereti+ nevaPereti.+ Uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva pamusoro pevamwe vese vari vatevedzeri vamambo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe