RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 87
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Ziyoni, guta raMwari wechokwadi

        • Vaya vakaberekerwa muZiyoni (4-6)

Pisarema 87:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 87:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:1

Pisarema 87:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:68; 132:13

Pisarema 87:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 48:2; Isa 60:14

Pisarema 87:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:10; Isa 30:7

Pisarema 87:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/1989, p. 20

Pisarema 87:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2020, p. 26

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, p. 26

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

    8/15/1989, p. 20

Pisarema 87:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Muri tsime rezvinhu zvese kwandiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16
  • +Pis 150:4
  • +Pis 46:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 87:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 87:1Pis 48:1
Pis. 87:2Pis 78:68; 132:13
Pis. 87:3Pis 48:2; Isa 60:14
Pis. 87:4Pis 89:10; Isa 30:7
Pis. 87:71Mak 15:16
Pis. 87:7Pis 150:4
Pis. 87:7Pis 46:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 87:1-7

Mapisarema

Pisarema revanakomana vaKora.+ Rwiyo.

87 Guta rake rakavakirwa mumakomo matsvene.+

 2 Jehovha anoda magedhi eZiyoni+

Kupfuura matende ese aJakobho.

 3 Zvinhu zvinoshamisa kwazvo zviri kutaurwa pamusoro pako, haiwa iwe guta raMwari wechokwadi.+ (Sera)

 4 Ndichaverenga Rahabhi+ neBhabhironi pakati pevaya vanondiziva;

Pane Firistiya uye pane Tire, pamwe chete neKushi.

Zvichanzi: “Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.”

 5 Uye zvichanzi nezveZiyoni:

“Mumwe nemumwe akaberekerwa mariri.”

Uye Wekumusorosoro acharisimbisa kwazvo.

 6 Paanenge achinyora marudzi, Jehovha achazivisa kuti:

“Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.” (Sera)

 7 Vaimbi+ pamwe chete nevaya vanenge vachitamba vachitenderera+ vachati:

“Zvitubu zvangu zvese zviri mauri.”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe