RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaGaratiya

      • Kusiyana kwakaita mabasa eMutemo nekutenda (1-14)

        • Vakarurama vachararama nekutenda (11)

      • Abrahamu haana kupiwa vimbiso nekutevedzera Mutemo (15-18)

        • Kristu, mwana waAbrahamu (16)

      • Kutanga kweMutemo uye chinangwa chawo (19-25)

      • Vanakomana vaMwari kuburikidza nekutenda (26-29)

        • Vana vaAbrahamu, vanhu vaKristu (29)

VaGaratiya 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 5:7
  • +1VaK 1:23

VaGaratiya 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:13

VaGaratiya 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 4:9, 10

VaGaratiya 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 12:8-10

VaGaratiya 3:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:6; VaR 4:3; Jak 2:23

VaGaratiya 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:11, 12

VaGaratiya 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:3; 18:18

VaGaratiya 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:16, 17

VaGaratiya 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 27:26; Mab 15:10; Jak 2:10

VaGaratiya 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:15, 16
  • +Ha 2:4; VaR 1:17; VaH 10:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zuva raJehovha, pp. 188-189

VaGaratiya 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 18:5; Dhe 30:16; VaR 10:5

VaGaratiya 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:23
  • +Mt 26:27, 28; VaH 9:15
  • +Dhe 21:23; Mab 5:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 205

VaGaratiya 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:15, 16
  • +Joe 2:28

VaGaratiya 3:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mbeu.”

  • *

    ChiGir., “mbeu.”

  • *

    ChiGir., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:1-3, 7; 13:14, 15; 17:7; 22:17, 18; 24:7
  • +Mt 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

VaGaratiya 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:40, 41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” pp. 219-220, 294-295

VaGaratiya 3:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:17

VaGaratiya 3:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:20
  • +Joh 1:29; VaR 10:4
  • +Mab 7:38, 53; VaH 2:2
  • +Eks 20:19; Dhe 5:5; Joh 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 193

    Vakabatana, p. 147

VaGaratiya 3:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2008, p. 20

    9/15/1991, pp. 12-13

VaGaratiya 3:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchengetedzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:17
  • +Mab 13:39; VaR 5:1; 8:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 193

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 29

    3/1/2008, pp. 18-21

    3/15/2003, p. 21

    6/1/2002, p. 15

    9/15/1991, pp. 12-13

    Vakabatana, p. 147

VaGaratiya 3:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pemuchengetedzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 2:17
  • +VaH 8:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2003, p. 21

    9/15/1991, pp. 12-13

VaGaratiya 3:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:14
  • +Joh 1:12

VaGaratiya 3:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:14; VaE 4:24

VaGaratiya 3:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:12
  • +1VaK 12:13; VaK 3:10, 11
  • +Mab 2:17; 1Pe 3:7
  • +Joh 17:20, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2017, p. 23

VaGaratiya 3:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 9:7, 8
  • +VaR 8:17
  • +Ge 22:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/1998, pp. 14-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaG. 3:1VaG 5:7
VaG. 3:11VaK 1:23
VaG. 3:2VaE 1:13
VaG. 3:3VaG 4:9, 10
VaG. 3:51VaK 12:8-10
VaG. 3:6Ge 15:6; VaR 4:3; Jak 2:23
VaG. 3:7VaR 4:11, 12
VaG. 3:8Ge 12:3; 18:18
VaG. 3:9VaR 4:16, 17
VaG. 3:10Dhe 27:26; Mab 15:10; Jak 2:10
VaG. 3:11VaG 2:15, 16
VaG. 3:11Ha 2:4; VaR 1:17; VaH 10:38
VaG. 3:12Re 18:5; Dhe 30:16; VaR 10:5
VaG. 3:131VaK 7:23
VaG. 3:13Mt 26:27, 28; VaH 9:15
VaG. 3:13Dhe 21:23; Mab 5:30
VaG. 3:14VaE 2:15, 16
VaG. 3:14Joe 2:28
VaG. 3:16Ge 12:1-3, 7; 13:14, 15; 17:7; 22:17, 18; 24:7
VaG. 3:16Mt 1:17
VaG. 3:17Eks 12:40, 41
VaG. 3:18Ge 22:17
VaG. 3:19VaR 3:20
VaG. 3:19Joh 1:29; VaR 10:4
VaG. 3:19Mab 7:38, 53; VaH 2:2
VaG. 3:19Eks 20:19; Dhe 5:5; Joh 1:17
VaG. 3:23VaR 10:4
VaG. 3:24Mt 5:17
VaG. 3:24Mab 13:39; VaR 5:1; 8:33
VaG. 3:25VaK 2:17
VaG. 3:25VaH 8:6
VaG. 3:26VaR 8:14
VaG. 3:26Joh 1:12
VaG. 3:27VaR 13:14; VaE 4:24
VaG. 3:28VaR 10:12
VaG. 3:281VaK 12:13; VaK 3:10, 11
VaG. 3:28Mab 2:17; 1Pe 3:7
VaG. 3:28Joh 17:20, 21
VaG. 3:29VaR 9:7, 8
VaG. 3:29VaR 8:17
VaG. 3:29Ge 22:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaGaratiya 3:1-29

Tsamba kuvaGaratiya

3 Imi vaGaratiya, makapusa! Ndiani akakufurirai zvakadaro,+ imi makanyatsoratidzwa pachena Jesu Kristu akarovererwa padanda?+ 2 Ndine mubvunzo mumwe chete kwamuri: Makagamuchira mweya nekuda kwemabasa emutemo here kana kuti nekuda kwekutenda zvamakanzwa?+ 3 Makapusa zvakadaro here? Mungatanga muchifamba mumweya, mozopedzisa munyama here?+ 4 Matambudziko akawanda amakasangana nawo, makatamburira pasina here? Hamuna kutamburira pasina. 5 Saka uya anopa mweya uye anoita mabasa esimba+ pakati penyu, anozviita nekuda kwemabasa enyu emutemo here kana kuti nekuda kwekutenda kwenyu zvamakanzwa? 6 Sezvo Abrahamu “akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama.”+

7 Munonyatsoziva kuti vaya vanorarama nekutenda ndivo vanakomana vaAbrahamu.+ 8 Magwaro paakaona kuti Mwari aizoti vanhu vemamwe marudzi vakarurama nekuda kwekutenda, akazivisa mashoko akanaka kuna Abrahamu, ekuti: “Marudzi ese achakomborerwa nekwauri.”+ 9 Saka vaya vanorarama nekutenda vari kukomborerwa pamwe chete naAbrahamu, aiva nekutenda.+

10 Vese vanovimba nemabasa emutemo vakatukwa, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese asingarambi achitevedzera zvinhu zvese zvakanyorwa mubhuku iri reMutemo, akatukwa.”+ 11 Uyewo zviri pachena kuti hapana anonzi naMwari akarurama pachishandiswa mutemo,+ nekuti “munhu akarurama achararama nekutenda.”+ 12 Mutemo haubvi pakutenda. Asi kuti “unoita kuti munhu anouchengeta ararame.”+ 13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+ 14 Izvi zvakaitirwa kuti chikomborero chaAbrahamu chiuye kumarudzi kuburikidza naKristu Jesu,+ kuti nekutenda kwedu, tigamuchire mweya wakavimbiswa.+

15 Hama, ndinotaura ndichishandisa mufananidzo unozivikanwa nevanhu: Kana sungano yangosimbiswa, kunyange nemunhu, hapana anogona kuita kuti isashande kana kuwedzera zvimwe pairi. 16 Vimbiso idzi dzakataurirwa Abrahamu uye mwana* wake.+ Vimbiso dzacho hadziti, “kuvana* vako,” sekunge kuti vakawanda. Asi dzinoti, “kumwana* wako,” kureva kuti mumwe chete, iye Kristu.+ 17 Uyezve ndinoti: Mutemo, uyo wakazovapo papfuura makore 430,+ haudzimi sungano yakaitwa naMwari, uchigumisa vimbiso yacho. 18 Nekuti kana nhaka ichiwanika nemutemo, inenge isisawaniki nevimbiso; asi Mwari akaipa Abrahamu nevimbiso.+

19 Saka nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti zvitadzo zviiswe pachena,+ kusvikira mwana* asvika,+ uyo akanga aitirwa vimbiso yacho; uye wakapiwa nekungirozi+ pachishandiswa ruoko rwemurevereri.+ 20 Kana pachingova nemunhu mumwe chete hapana murevereri, asi Mwari anongova mumwe chete. 21 Saka Mutemo unopesana nevimbiso dzaMwari here? Kwete, handizvo! Nekuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu, kururama kungadai kwakavapo nemutemo. 22 Asi Rugwaro rwakaisa zvinhu zvese muusungwa hwechivi, kuti vimbiso inobva pakutenda muna Jesu Kristu ipiwe vaya vanotenda.

23 Asi kutenda kusati kwasvika, takanga tichichengetedzwa tiri pasi pemutemo, tichiiswa muusungwa, tichitarisira kutenda kwakanga kwava kuzoratidzwa.+ 24 Saka Mutemo wakava muperekedzi* wedu anotungamirira kuna Kristu,+ kuti tinzi takarurama nekutenda.+ 25 Asi sezvo kutenda kwakasvika,+ hatisisiri pasi pemuperekedzi.*+

26 Ndingatoti mese muri vanakomana vaMwari+ nekutenda kwenyu muna Kristu Jesu.+ 27 Nekuti imi mese makabhabhatidzwa muna Kristu, makapfeka Kristu.+ 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+ 29 Uyewo kana muri vanhu vaKristu, muri vana* vaAbrahamu zvechokwadi,+ vagari venhaka+ kana tichitaura nezvevimbiso.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe