RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 41
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wemunhu ari pamubhedha achirwara

        • Mwari anotsigira varwere (3)

        • Kutengeswa neshamwari yepedyo (9)

Pisarema 41:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 8; Pis 112:9; Zvi 14:21; 22:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2010, pp. 22-23

    6/15/2006, pp. 14-15

    10/1/1991, p. 14

Pisarema 41:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:7
  • +2Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2015, p. 24

    10/1/1991, p. 14

Pisarema 41:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:5; Pis 103:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2015, pp. 24-25

    9/15/2008, pp. 5, 10-11

    9/1/2003, pp. 15-16

    10/1/1991, p. 14

Pisarema 41:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Poresai mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:1
  • +Pis 6:2; 147:3
  • +Pis 32:5; 38:3; Zvi 28:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2015, pp. 24-25

Pisarema 41:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Chinhu chinotyisa chamubata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:2; 71:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2008, p. 5

Pisarema 41:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “andipandukira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:12; Job 19:19; Pis 55:12, 13
  • +Mk 14:18; Joh 13:18, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 13

    9/15/2008, p. 5

    Kukurukurirana, p. 120

Pisarema 41:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:8; Jer 20:13

Pisarema 41:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:21; Zvi 2:7
  • +Pis 34:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, p. 6

    9/15/2008, p. 5

Pisarema 41:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:36; 29:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, p. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 41:1Dhe 15:7, 8; Pis 112:9; Zvi 14:21; 22:9
Pis. 41:2Mt 5:7
Pis. 41:22Pe 2:9
Pis. 41:32Mad 20:5; Pis 103:3
Pis. 41:4Pis 51:1
Pis. 41:4Pis 6:2; 147:3
Pis. 41:4Pis 32:5; 38:3; Zvi 28:13
Pis. 41:8Pis 3:2; 71:10, 11
Pis. 41:92Sa 15:12; Job 19:19; Pis 55:12, 13
Pis. 41:9Mk 14:18; Joh 13:18, 26
Pis. 41:11Pis 31:8; Jer 20:13
Pis. 41:12Pis 25:21; Zvi 2:7
Pis. 41:12Pis 34:15
Pis. 41:131Mak 16:36; 29:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 41:1-13

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

41 Anofara munhu wese ane hanya nemunhu akaderera;+

Jehovha achamununura pazuva redambudziko.

 2 Jehovha achamuchengetedza oita kuti arambe ari mupenyu.

Iye achanzi anofara panyika;+

Hamuzombomuisi mumaoko evavengi vake.+

 3 Jehovha achamutsigira paanenge achirwara ari pamubhedha wake;+

Mukurwara kwake muchachinja mubhedha wake zvakakwana.

 4 Nekuti ndakati: “Jehovha, ndinzwireiwo nyasha.+

Ndiporeseiwo,*+ nekuti ndakakutadzirai.”+

 5 Asi vavengi vangu vanotaura zvakaipa nezvangu vachiti:

“Achafa riini, zita rake riparare?”

 6 Kana mumwe wavo akauya kuzondiona, mwoyo wake unotaura nhema.

Anotsvaga zvinhu zvakaipa zvekuzotaura;

Anobva abuda onozviparadzira kune vamwe vanhu.

 7 Vese vaya vanondivenga vanozevezerana;

Vari kundirongera zvakaipa vachiti:

 8 “Abatwa nechirwere chakaipa;*

Iye zvino arara, haachamuki zvakare.”+

 9 Kunyange munhu wandaiva nerugare naye, wandaivimba naye,+

Aidya chingwa changu, andisimudzira chitsitsinho chake.*+

10 Asi imi Jehovha, ndinzwireiwo nyasha uye ndisimudzei,

Kuti ndivatsive.

11 Ndichaziva kuti munondifarira kana izvi zvaitika:

Kana muvengi wangu akasapemberera achifara kuti andikunda.+

12 Asi ini munonditsigira nekuti ndakaperera kwamuri;+

Mucharamba makandiisa pamberi penyu nekusingaperi.+

13 Jehovha, Mwari waIsraeri, ngaarumbidzwe

Nariini nariini.+

Ameni, Ameni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe