RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 138
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kunyange zvazvo akakwirira, Mwari ane hanya

        • ‘Makapindura munyengetero wangu’ (3)

        • ‘Kunyange ndikafamba nepane njodzi, munondinunura’ (7)

Pisarema 138:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ndisingatyi vamwe vanamwari, ndichakuridzirai rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:1

Pisarema 138:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunzvimbo.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “makakudza zvamakataura kupfuura zita renyu rese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 28:2
  • +Joh 17:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2006, p. 19

    9/1/2006, p. 16

Pisarema 138:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Makashingisa mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6
  • +Pis 29:11; Isa 12:2; 41:10

Pisarema 138:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 102:15; Isa 60:3

Pisarema 138:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:10, 11

Pisarema 138:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:8; Pis 113:6-8; Isa 57:15
  • +Jak 4:6; 1Pe 5:5

Pisarema 138:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:20

Pisarema 138:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:17
  • +Job 14:15; Pis 71:18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 138:1Pis 9:1
Pis. 138:21Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 28:2
Pis. 138:2Joh 17:6
Pis. 138:3Pis 18:6
Pis. 138:3Pis 29:11; Isa 12:2; 41:10
Pis. 138:4Pis 102:15; Isa 60:3
Pis. 138:51Mad 8:10, 11
Pis. 138:61Sa 2:8; Pis 113:6-8; Isa 57:15
Pis. 138:6Jak 4:6; 1Pe 5:5
Pis. 138:7Pis 71:20
Pis. 138:8Pis 103:17
Pis. 138:8Job 14:15; Pis 71:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 138:1-8

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

138 Ndichakurumbidzai nemwoyo wangu wese.+

Ndichaimba ndichikurumbidzai

Ndiri pamberi pevamwe vanamwari.*

 2 Ndichakotama ndakatarisa kutemberi* yenyu tsvene,+

Uye ndicharumbidza zita renyu+

Nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji uye kutendeka kwenyu.

Nekuti makakudza zvamakataura uye zita renyu kupfuura zvimwe zvinhu zvese.*

 3 Pazuva randakashevedzera, makandipindura;+

Makandishingisa* uye makandisimbisa.+

 4 Madzimambo ese epanyika achakurumbidzai, haiwa Jehovha,+

Nekuti achange anzwa vimbiso dzamakataura.

 5 Achaimba nezvenzira dzaJehovha,

Nekuti kubwinya kwaJehovha kukuru.+

 6 Kunyange zvazvo Jehovha akakwirira, anocherechedza vanozvininipisa,+

Asi vanozvikudza anongovaziva vari kure.+

 7 Kunyange ndikafamba ndichipinda nepane njodzi, muchandichengetedza ndiri mupenyu.+

Munotambanudza ruoko rwenyu muchidzivisa hasha dzevavengi vangu;

Ruoko rwenyu rwerudyi ruchandiponesa.

 8 Jehovha achandiitira zvinhu zvese.

Haiwa Jehovha, rudo rwenyu rusingachinji runogara nekusingaperi;+

Musakanganwa mabasa emaoko enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe