RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Madzimambo

      • Abhijamu, mambo weJudha (1-8)

      • Asa, mambo weJudha (9-24)

      • Nadhabhi, mambo weIsraeri (25-32)

      • Bhaasha, mambo weIsraeri (33, 34)

1 Madzimambo 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:20
  • +2Mak 13:1, 2

1 Madzimambo 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:20-22

1 Madzimambo 15:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunyatsozvipira.”

1 Madzimambo 15:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:8, 12; Pis 89:33-37; Isa 37:35; Jer 33:20, 21
  • +1Mad 11:36; 2Mak 21:7; Pis 132:13, 17

1 Madzimambo 15:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 11:4, 15; Pis 51:mashoko ekusuma

1 Madzimambo 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:30; 2Mak 12:15

1 Madzimambo 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 13:22
  • +2Mak 13:3

1 Madzimambo 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:10; Mt 1:7
  • +2Mak 14:1

1 Madzimambo 15:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:21, 22

1 Madzimambo 15:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:2-5, 11; 15:17

1 Madzimambo 15:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiHebheru rinogona kunge richireva zvakafanana neshoko rinoshandurwa kuti “ndove” uye rinoshandiswa pakuzvidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:17, 18; 1Mad 14:24; 22:45, 46
  • +1Mad 11:7; 14:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2012, p. 8

1 Madzimambo 15:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pachinzvimbo chavo samambokadzi.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:18, 20
  • +Dhe 7:5; 2Mad 18:1, 4; 2Mak 34:1, 4
  • +2Sa 15:23; 2Mak 15:16-18; Joh 18:1

1 Madzimambo 15:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wakanyatsoperera.”

  • *

    ChiHeb., “kwemazuva ake ese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:52; Dhe 12:2; 1Mad 22:41, 43

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2017, p. 19

1 Madzimambo 15:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:26, 27

1 Madzimambo 15:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:3, 12

1 Madzimambo 15:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuvaka rusvingo rwekudzivirira; kuvakazve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 18:21, 25
  • +2Mak 16:1-6

1 Madzimambo 15:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yemuzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:7

1 Madzimambo 15:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sungano.”

  • *

    Kana kuti “sungano yako.”

1 Madzimambo 15:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:29
  • +Vat 18:29; 1Mad 12:28, 29

1 Madzimambo 15:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuvaka rusvingo rwekudzivirira; kuvakazve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:17; Rwi 6:4

1 Madzimambo 15:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuvaka rusvingo rwekudzivirira; kuvakazve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:8, 17
  • +Jos 18:21, 26; Vat 20:1; 1Sa 7:5; Jer 40:6

1 Madzimambo 15:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “aakakomberedza nemasvingo; aakavakazve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:11-14

1 Madzimambo 15:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 22:42; 2Mak 17:3, 4; 18:1; 19:4; Mt 1:8

1 Madzimambo 15:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:20

1 Madzimambo 15:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:7, 9
  • +1Mad 12:28-30; 13:33

1 Madzimambo 15:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:44, 48; 21:20, 23; 1Mad 16:15

1 Madzimambo 15:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:9, 10

1 Madzimambo 15:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 12:15

1 Madzimambo 15:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:8

1 Madzimambo 15:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:7
  • +1Mad 12:28-30; 13:33

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 15:11Mad 12:20
1 Madz. 15:12Mak 13:1, 2
1 Madz. 15:22Mak 11:20-22
1 Madz. 15:42Sa 7:8, 12; Pis 89:33-37; Isa 37:35; Jer 33:20, 21
1 Madz. 15:41Mad 11:36; 2Mak 21:7; Pis 132:13, 17
1 Madz. 15:52Sa 11:4, 15; Pis 51:mashoko ekusuma
1 Madz. 15:61Mad 14:30; 2Mak 12:15
1 Madz. 15:72Mak 13:22
1 Madz. 15:72Mak 13:3
1 Madz. 15:81Mak 3:10; Mt 1:7
1 Madz. 15:82Mak 14:1
1 Madz. 15:102Mak 11:21, 22
1 Madz. 15:112Mak 14:2-5, 11; 15:17
1 Madz. 15:12Dhe 23:17, 18; 1Mad 14:24; 22:45, 46
1 Madz. 15:121Mad 11:7; 14:22, 23
1 Madz. 15:132Mak 11:18, 20
1 Madz. 15:13Dhe 7:5; 2Mad 18:1, 4; 2Mak 34:1, 4
1 Madz. 15:132Sa 15:23; 2Mak 15:16-18; Joh 18:1
1 Madz. 15:14Nu 33:52; Dhe 12:2; 1Mad 22:41, 43
1 Madz. 15:151Mak 26:26, 27
1 Madz. 15:161Mad 16:3, 12
1 Madz. 15:17Jos 18:21, 25
1 Madz. 15:172Mak 16:1-6
1 Madz. 15:182Mak 16:7
1 Madz. 15:202Mad 15:29
1 Madz. 15:20Vat 18:29; 1Mad 12:28, 29
1 Madz. 15:211Mad 14:17; Rwi 6:4
1 Madz. 15:22Jos 21:8, 17
1 Madz. 15:22Jos 18:21, 26; Vat 20:1; 1Sa 7:5; Jer 40:6
1 Madz. 15:232Mak 16:11-14
1 Madz. 15:241Mad 22:42; 2Mak 17:3, 4; 18:1; 19:4; Mt 1:8
1 Madz. 15:251Mad 14:20
1 Madz. 15:261Mad 14:7, 9
1 Madz. 15:261Mad 12:28-30; 13:33
1 Madz. 15:27Jos 19:44, 48; 21:20, 23; 1Mad 16:15
1 Madz. 15:291Mad 14:9, 10
1 Madz. 15:322Mak 12:15
1 Madz. 15:331Mad 16:8
1 Madz. 15:341Mad 16:7
1 Madz. 15:341Mad 12:28-30; 13:33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Madzimambo 15:1-34

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

15 Mugore rechi18 raMambo Jerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, Abhijamu akava mambo weJudha.+ 2 Akatonga muJerusarema kwemakore matatu. Amai vake vainzi Maaka,+ muzukuru waAbhisharomu. 3 Akafamba muzvivi zvese zvakanga zvaitwa nababa vake, uye mwoyo wake wakanga usina kuperera* kuna Jehovha Mwari wake semwoyo watateguru vake Dhavhidhi. 4 Zvisinei, achifunga nezvaDhavhidhi,+ Jehovha Mwari wake akamupa rambi muJerusarema+ paakaita kuti mwanakomana wake amutevere pachigaro, uye paakaita kuti Jerusarema rirambe riripo. 5 Nekuti Dhavhidhi akaita zvakarurama pamberi paJehovha, uye mazuva ese eupenyu hwake haana kutsauka pachinhu chero chipi zvacho chaakanga amurayira, kunze kwepanyaya yaUriya muHiti.+ 6 Rehobhoamu naJerobhoamu vakaramba vachirwisana mazuva ese eupenyu hwake.+

7 Kana iri nhoroondo yese yaAbhijamu, zvese zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha?+ Paivawo nehondo pakati paAbhijamu naJerobhoamu.+ 8 Abhijamu akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, vakamuviga muGuta raDhavhidhi, uye mwanakomana wake Asa+ akava mambo panzvimbo yake.+

9 Mugore rechi20 raMambo Jerobhoamu weIsraeri, Asa akatanga kutonga Judha. 10 Akatonga muJerusarema kwemakore 41. Ambuya vake vainzi Maaka+ muzukuru waAbhisharomu. 11 Asa akaita zvakarurama pamberi paJehovha+ saDhavhidhi tateguru vake. 12 Akadzinga pfambi dzechirume dzepatemberi munyika yacho,+ akabvisa zvidhori zvese zvaisemesa* zvakanga zvagadzirwa nemadzitateguru ake.+ 13 Akatobvisawo ambuya vake Maaka+ pachinzvimbo chavo chepamusoro,* nekuti vakanga vagadzira chidhori chaisemesa chaishandiswa pakunamata bango rinoyera.* Asa akatema chidhori chavo chaisemesa,+ akachipisira muBani reKidroni.+ 14 Asi nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa.+ Kunyange zvakadaro, mwoyo waAsa wakanga wakanyatsozvipira* kuna Jehovha kweupenyu hwake hwese.* 15 Akaunza muimba yaJehovha zvinhu zvavakanga vatsvenesa iye nababa vake zvinoti, sirivha, goridhe, nemimwe midziyo.+

16 Asa naBhaasha+ mambo weIsraeri vakaramba vachingorwisana. 17 Saka Mambo Bhaasha weIsraeri akaenda kunorwisa Judha, akatanga kuvaka* Rama,+ kuti pasava nemunhu aibuda kana kupinda munyika yaAsa mambo weJudha.+ 18 Asa akabva atora sirivha yese negoridhe zvakanga zvasara maichengeterwa pfuma yeimba yaJehovha nepfuma yeimba yamambo* akazvipa varanda vake. Mambo Asa akabva azvitumira kuna Bheni-hadhadhi mwanakomana waTabrimoni, mwanakomana waHeziyoni, mambo weSiriya,+ uyo aigara muDhamasiko, achiti: 19 “Pane chibvumirano* pakati pangu newe uye pakati pababa vangu nababa vako. Ndiri kukutumira chipo chesirivha negoridhe. Saka putsa chibvumirano chako* naBhaasha mambo weIsraeri, kuti abve kwandiri.” 20 Bheni-hadhadhi akateerera Mambo Asa, akatuma vakuru vemauto ake kunorwisa maguta eIsraeri, uye vakakunda Ijoni,+ Dhani,+ Abheri-bheti-maaka, Kinereti yese, nenyika yese yaNaftari. 21 Bhaasha paakazvinzwa, akabva angomira kuvaka* Rama, akaramba achigara muTiza.+ 22 Mambo Asa akabva ashevedza vaJudha vese, hapana akasiyiwa, uye vakatakura matombo nematanda zveRama zvakanga zvichivakiswa naBhaasha, uye Mambo Asa akazvishandisa kuvaka* Gebha+ iri muBhenjamini, neMizpa.+

23 Kana iri nhoroondo yese yaAsa, simba rake rese nezvese zvaakaita nemaguta aakavaka,* hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha? Asi pakukwegura kwake akava nechirwere mutsoka.+ 24 Asa akazoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa pamwe chete navo muGuta raDhavhidhi tateguru vake; uye mwanakomana wake Jehoshafati+ akava mambo panzvimbo yake.

25 Nadhabhi+ mwanakomana waJerobhoamu akava mambo weIsraeri mugore rechipiri raMambo Asa weJudha, uye akatonga Israeri kwemakore maviri. 26 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha, akafamba munzira yababa vake+ nemuchivi chavo chavakanga vakonzera kuti vaIsraeri vaite.+ 27 Bhaasha mwanakomana waAhija weimba yaIsakari akamupandukira, uye Bhaasha akamuuraya paGibhetoni,+ iyo yaiva yevaFiristiya, Nadhabhi nevaIsraeri vese pavakanga vachikomba Gibhetoni. 28 Saka Bhaasha akamuuraya mugore rechitatu raMambo Asa weJudha, achibva ava mambo panzvimbo yake. 29 Paakangova mambo, akauraya imba yese yaJerobhoamu. Haana waakasiya achifema pavanhu vekwaJerobhoamu; akaita kuti vaparadzwe maererano neshoko raJehovha raakanga ataura kuburikidza nemuranda wake Ahija wekuShiro.+ 30 Izvi zvakaitika nemhaka yezvivi zvakanga zvaitwa naJerobhoamu uye zvaakanga akonzera kuti vaIsraeri vaite uye nekuti akanga agumbura Jehovha Mwari waIsraeri chaizvo. 31 Kana iri nhoroondo yaNadhabhi, zvese zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eIsraeri? 32 Asa naBhaasha mambo weIsraeri vakaramba vachingorwisana.+

33 Mugore rechitatu raMambo Asa weJudha, Bhaasha mwanakomana waAhija akava mambo muTiza achitonga vaIsraeri vese, uye akatonga kwemakore 24.+ 34 Asi akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha,+ uye akafamba munzira yaJerobhoamu nemuchivi chake chaakakonzera kuti vaIsraeri vaite.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe