RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Habhakuki 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raHabhakuki

      • Muprofita wacho anonyengetera kuna Jehovha kuti aratidze simba rake (1-19)

        • Mwari achaponesa vanhu vake vakazodzwa (13)

        • Kupembera nemufaro muna Jehovha pasinei nekuoma kwezvinhu (17, 18)

Habhakuki 3:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rwekushungurudzika.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 19-20

Habhakuki 3:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “panguva yatiri kurarama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 3:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 108

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 20

Habhakuki 3:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:2; Vat 5:4; Pis 68:7, 8
  • +Eks 19:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 20

Habhakuki 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 20

Habhakuki 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:11, 12; 16:46; 25:1, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 20-21

Habhakuki 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 13:13; Hag 2:21
  • +Eks 14:25; 23:27
  • +Pis 114:1, 4; Na 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 21

    Zuva raJehovha, p. 32

    Zvakazarurwa, p. 108

Habhakuki 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:14, 15; Nu 22:3, 4

Habhakuki 3:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzaiponesa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 114:1, 3; Isa 50:2; Na 1:4
  • +Dhe 33:26
  • +Pis 68:17

Habhakuki 3:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Miseve yacho ine.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Mhiko dzemadzinza dzataurwa.”

Habhakuki 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:18; Pis 114:1, 4
  • +Pis 77:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 21-22

Habhakuki 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:12
  • +Pis 77:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 21-22

Habhakuki 3:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Makapura.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 108

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 22

Habhakuki 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 22

Habhakuki 3:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kuzondiparadzira.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 22-23

Habhakuki 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 22-23

Habhakuki 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:120; Jer 23:9; Dha 8:27
  • +Pis 42:5; Isa 26:20; Mari 3:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 17

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 23-24

Habhakuki 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 24

Habhakuki 3:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:2; 1Sa 2:1; Pis 18:2; 27:1; Isa 61:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 17

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 24

Habhakuki 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2; VaF 4:13
  • +2Sa 22:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Hab. 3:2Mari 3:32
Hab. 3:3Dhe 33:2; Vat 5:4; Pis 68:7, 8
Hab. 3:3Eks 19:16
Hab. 3:4Eks 13:21
Hab. 3:5Nu 14:11, 12; 16:46; 25:1, 9
Hab. 3:6Isa 13:13; Hag 2:21
Hab. 3:6Eks 14:25; 23:27
Hab. 3:6Pis 114:1, 4; Na 1:5
Hab. 3:7Eks 15:14, 15; Nu 22:3, 4
Hab. 3:8Pis 114:1, 3; Isa 50:2; Na 1:4
Hab. 3:8Dhe 33:26
Hab. 3:8Pis 68:17
Hab. 3:10Eks 19:18; Pis 114:1, 4
Hab. 3:10Pis 77:16
Hab. 3:11Jos 10:12
Hab. 3:11Pis 77:17, 18
Hab. 3:16Pis 119:120; Jer 23:9; Dha 8:27
Hab. 3:16Pis 42:5; Isa 26:20; Mari 3:26
Hab. 3:18Eks 15:2; 1Sa 2:1; Pis 18:2; 27:1; Isa 61:10
Hab. 3:19Isa 12:2; VaF 4:13
Hab. 3:192Sa 22:34
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Habhakuki 3:1-19

Habhakuki

3 Uyu ndiwo munyengetero wemuprofita Habhakuki, waakaita zvekuimba serwiyo rwemariro:*

 2 Jehovha, ndakanzwa nezvenyu.

Ndinoshamiswa kwazvo nebasa renyu Jehovha.

Riitei pakupindana kwemakore acho!*

Makore acho paanenge achipindana, itai kuti rizivikanwe.

Musakanganwa kunzwira tsitsi panguva yezhowezhowe.+

 3 Mwari akauya achibva kuTemani,

Iye Mutsvene achibva kuGomo reParani.+ (Sera)*

Ukuru hwake hwakafukidza denga;+

Uye nyika yakazadzwa nekurumbidzwa kwake.

 4 Aipenya sechiedza.+

Muruoko rwake makabuda mwaranzi mbiri,

Uye ndimo mainge makavanzwa simba rake.

 5 Denda raifamba riri mberi kwake,+

Uye fivha yaitevera shure kwake.

 6 Akamira ndokuzunungusa nyika.+

Akaita kuti marudzi akwakuke nekungoatarisa.+

Makomo aya akabvira kare aripo akaputswa,

Zvikomo zvekare zvakakotama.+

Idzi ndidzo nzira dzake kubvira kare.

 7 Ndakaona mumatende eKushani muine dambudziko.

Matende enyika yeMidhiyani akazununguka.+

 8 Jehovha, makatsamwira nzizi here,

Makatsamwira nzizi kwazvo here?

Makashatirirwa gungwa here?+

Nekuti makatasva mabhiza enyu;+

Ngoro dzenyu dzaikunda.*+

 9 Mabudisa uta hwenyu uye magadzirira kupfura.

Zvombo zvacho zvine* mhiko yenyu.* (Sera)

Makakamura nyika muchishandisa nzizi.

10 Makomo akazvongonyoka achirwadziwa paakakuonai.+

Dzvotsvotsvo remvura rakapfuura richinaya munyika yacho.

Pakava nekutinhira kwemvura.+

Yakasimudza maoko ayo mudenga.

11 Zuva nemwedzi zvakamira munzvimbo yazvo yekugara iri kumusoro.+

Miseve yenyu yakaenda sezvinoita chiedza.+

Pfumo renyu raipenya semheni.

12 Makafamba panyika makatsamwa.

Makatsika-tsika* marudzi muine hasha.

13 Makaenda kunoponesa vanhu venyu, kuti muponese muzodziwa wenyu.

Makakuya mutungamiriri weimba yevanhu vakaipa.

Yakaputswa kubvira kumusoro kusvika kufaundesheni yayo. (Sera)

14 Makabaya misoro yevarwi vake nezvombo zvake

Pavakauya kuzotiparadzira* vakashatirwa.

Vaifara chaizvo pavaiparadza munhu anotambudzika, vachiita zvekumuhwandira.

15 Makapfuura nemugungwa nemabhiza enyu,

Nemumvura zhinji isina kugadzikana.

16 Ndakanzwa nezvazvo ndikabvunda;

Pandakazvinzwa miromo yangu yakadedera.

Mapfupa angu akapera simba,+

Makumbo angu achidedera.

Asi ndakamirira dambudziko racho chinyararire,+

Nekuti riri kuuya pavanhu vanotirwisa.

17 Kunyange kana muonde ukarega kutumbuka,

Uye mizambiringa ikasabereka;

Kunyange kana miorivhi ikasabereka,

Uye minda ikasabereka zvekudya;

Kunyange kana makwai akapera mudanga,

Uye mumatanga mukasava nemombe;

18 Ini ndichapembera nemufaro muna Jehovha;

Ndichafara muna Mwari, muponesi wangu.+

19 Changamire Ishe Jehovha ndiye simba rangu;+

Achaita kuti tsoka dzangu dziite sedzenondo,

Uye achandifambisa panzvimbo dzakakwirira.+

Kumutungamiriri; nezviridzwa zvangu zvine tambo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe