RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 35
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Machengeterwo eSabata (1-3)

      • Zvipo zvekugadzirisa tebhenekeri (4-29)

      • Bhezareri naOhoriyabhi vanozadzwa nemweya waMwari (30-35)

Eksodho 35:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:32

Eksodho 35:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:9, 10; Re 23:3
  • +Eks 31:14, 15; Nu 15:32, 35

Eksodho 35:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1995, p. 29

Eksodho 35:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:2-7; 35:29
  • +2VaK 8:12; 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1998, p. 5

Eksodho 35:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mvere dzemakwai dzakadhayiwa neruvara rwepepuru yakatsvukuruka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 26:7; 36:8

Eksodho 35:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona mashoko emuzasi ari pana Eks 25:5.

Eksodho 35:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:3, 6

Eksodho 35:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:9; 39:14
  • +Eks 28:15

Eksodho 35:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vane mwoyo yakachenjera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:6; 36:1

Eksodho 35:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:10
  • +Eks 25:13
  • +Eks 25:17
  • +Eks 26:31

Eksodho 35:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:23
  • +Eks 25:30; Re 24:5, 6

Eksodho 35:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:31
  • +Eks 27:20

Eksodho 35:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:1; 37:25; 40:5
  • +Eks 30:34, 35

Eksodho 35:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:1
  • +Eks 30:18; 38:8

Eksodho 35:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:9

Eksodho 35:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:19

Eksodho 35:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:6, 10; 39:33, 41
  • +Eks 39:1

Eksodho 35:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:2; 36:2; 2VaK 8:12; 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2000, pp. 28-29

    4/1/1995, p. 18

Eksodho 35:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mipiro inovheyeswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:24

Eksodho 35:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:3; 31:6; 36:8

Eksodho 35:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:15, 28; 39:15, 21

Eksodho 35:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:23-25
  • +Eks 30:34, 35

Eksodho 35:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:5; 2VaK 9:7

Eksodho 35:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:2-6

Eksodho 35:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:1

Eksodho 35:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “uchenjeri hwemwoyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 35:1Eks 34:32
Eks. 35:2Eks 20:9, 10; Re 23:3
Eks. 35:2Eks 31:14, 15; Nu 15:32, 35
Eks. 35:5Eks 25:2-7; 35:29
Eks. 35:52VaK 8:12; 9:7
Eks. 35:6Eks 26:7; 36:8
Eks. 35:8Eks 25:3, 6
Eks. 35:9Eks 28:9; 39:14
Eks. 35:9Eks 28:15
Eks. 35:10Eks 31:6; 36:1
Eks. 35:12Eks 25:10
Eks. 35:12Eks 25:13
Eks. 35:12Eks 25:17
Eks. 35:12Eks 26:31
Eks. 35:13Eks 25:23
Eks. 35:13Eks 25:30; Re 24:5, 6
Eks. 35:14Eks 25:31
Eks. 35:14Eks 27:20
Eks. 35:15Eks 30:1; 37:25; 40:5
Eks. 35:15Eks 30:34, 35
Eks. 35:16Eks 27:1
Eks. 35:16Eks 30:18; 38:8
Eks. 35:17Eks 27:9
Eks. 35:18Eks 27:19
Eks. 35:19Eks 39:1
Eks. 35:19Eks 31:6, 10; 39:33, 41
Eks. 35:21Eks 25:2; 36:2; 2VaK 8:12; 9:7
Eks. 35:22Eks 38:24
Eks. 35:25Eks 28:3; 31:6; 36:8
Eks. 35:27Eks 28:15, 28; 39:15, 21
Eks. 35:28Eks 30:23-25
Eks. 35:28Eks 30:34, 35
Eks. 35:29Eks 36:5; 2VaK 9:7
Eks. 35:30Eks 31:2-6
Eks. 35:34Eks 36:1
Eks. 35:35Eks 31:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 35:1-35

Eksodho

35 Mozisi akazounganidza ungano yese yevaIsraeri, akati kwavari: “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kuti zviitwe:+ 2 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe richava dzvene kwamuri, sabata rezororo rakakwana kuna Jehovha.+ Munhu wese anoita basa pazuva iroro achaurayiwa.+ 3 Musabatidza moto munzvimbo dzenyu dzamunogara pazuva reSabata.”

4 Mozisi akabva ati kuungano yese yevaIsraeri: “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha, 5 ‘Unganidzai zvipo zvekupa Jehovha pakati penyu.+ Munhu wese anoda kupa zvinobva pamwoyo+ ngaauye nezvipo kuna Jehovha: goridhe, sirivha, mhangura, 6 shinda yebhuruu, shinda yepepuru,* shinda tsvuku, shinda chena yakanaka, mvere dzembudzi,+ 7 matehwe emakondohwe akaiswa ruvara rutsvuku, matehwe akapfava,* matanda emubayamhondoro, 8 mafuta emarambi, bharisamu yekugadzirisa mafuta ekuzodza nawo neyekugadzirisa rusenzi inonhuhwirira,+ 9 matombo eonikisi, nemamwe matombo ekuisa paefodhi+ nepahomwe yepachipfuva.+

10 “‘Vese vane unyanzvi*+ vari pakati penyu ngavauye vagadzire zvese zvakarayirwa naJehovha, 11 zvinoti, tebhenekeri pamwe netende rayo nechekufukidzisa chayo, zvekukochekera nazvo zvayo nemafuremu emapuranga ayo, mbariro dzayo, mbiru dzayo, nezvigadziko zvayo zvine maburi; 12 Areka+ nemapango ayo,+ chekukwidibirisa,+ neketeni+ rekuvharisa; 13 tafura+ nemapango ayo nemidziyo yayo yese nechingwa chekuratidza;+ 14 chigadziko chemarambi+ ekuvhenekesa nemidziyo yacho nemarambi acho nemafuta acho;+ 15 atari yerusenzi+ nemapango ayo; mafuta ekuzodza nawo nerusenzi inonhuhwirira;+ keteni rekuvharisa pasuo retebhenekeri; 16 atari yekupisira zvibayiro+ nesefa yayo yemhangura, mapango ayo nemidziyo yayo yese; mudziyo wekuisira mvura yekugeza nepekuugadzika pacho;+ 17 maketeni anorembera echivanze,+ mbiru dzawo nezvigadziko zvadzo zvine maburi; keteni rekuvharisa pasuo rechivanze; 18 hoko dzetende retebhenekeri nehoko dzetende dzechivanze netambo dzadzo;+ 19 nguo dzakarukwa+ zvakanaka dzekushumira nadzo munzvimbo tsvene, nguo tsvene dzemupristi Aroni,+ nenguo dzevanakomana vake dzekuti vashumire sevapristi.’”

20 Saka ungano yese yevaIsraeri yakabva pamberi paMozisi. 21 Munhu wese ainzwa mwoyo wake uchida+ uye aiva nechido chekupa akabva aunza zvipo kuna Jehovha kuti zvishandiswe patende rekusanganira, pabasa rese raiitwa ipapo, uye panguo tsvene. 22 Vakaramba vachiuya, varume pamwe chete nevakadzi, mumwe nemumwe aiva nechido chekupa, achiunza zvishongo zvaibayirirwa pazvipfeko, mhete, marin’i, nezvimwewo zvishongo, pamwe nezvinhu zvakagadzirwa negoridhe zvemarudzi ese. Vese vakapa mipiro* yavo yegoridhe kuna Jehovha.+ 23 Uye vese vaiva neshinda yebhuruu, shinda yepepuru, shinda tsvuku, shinda chena yakanaka, mvere dzembudzi, matehwe emakondohwe akaiswa ruvara rutsvuku, nematehwe akapfava, vakauya nazvo. 24 Vese vaipa sirivha nemhangura vakauya nezvipo kuna Jehovha, uye vese vaiva nematanda emubayamhondoro ekushandisa pabasa racho vakauya nawo.

25 Vakadzi vese vaiva neunyanzvi+ hwekukosa shinda, vakadzikosa vakauya nadzo: shinda yebhuruu, shinda yepepuru, shinda tsvuku, neshinda chena yakanaka. 26 Uye vakadzi vese vaiva neunyanzvi hwekukosa uye vainzwa mwoyo yavo ichida vakakosa mvere dzembudzi.

27 Uye machinda akauya nematombo eonikisi nemamwe matombo ekuisa paefodhi nepahomwe yepachipfuva,+ 28 nebharisamu nemafuta ekuisa mumarambi, zvekugadzirisa mafuta ekuzodza nawo+ uye rusenzi inonhuhwirira.+ 29 Varume nevakadzi vese vaiva nechido chekupa vakauya nechimwe chinhu kuti chishandiswe pabasa rakanga raudzwa Mozisi naJehovha kuti riitwe; vaIsraeri vakapa vachizvidira kuna Jehovha.+

30 Mozisi akabva ati kuvaIsraeri: “Onai, Jehovha akasarudza Bhezareri mwanakomana waUrai, mwanakomana waHeri, wedzinza raJudha.+ 31 Akamuzadza nemweya waMwari kuti ave neuchenjeri, nekunzwisisa, neruzivo rwemabasa eumhizha emarudzi ese 32 hwekufunga magadzirirwo ezvinhu neunyanzvi, kushanda negoridhe, sirivha, nemhangura, 33 kuveza matombo nekuaronga, uye kuveza matanda kuti aite zvivezwa zvakanaka zvemarudzi ese. 34 Uye aisa mumwoyo make nemaOhoriyabhi+ mwanakomana waAhisamaki wedzinza raDhani unyanzvi hwekudzidzisa vamwe. 35 Avazadza neunyanzvi*+ hwekuita mabasa ese eumhizha, ekumenda neekuruka, vachishandisa shinda yebhuruu, shinda yepepuru, shinda tsvuku, uye shinda chena yakanaka, uye unyanzvi hwekugadzira machira acho. Varume ava vachaita mabasa emarudzi ese uye vachagadzira zvinhu zvakasiyana-siyana.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe