RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Dhavhidhi anozodzwa nevaIsraeri vese kuti ave mambo (1-3)

      • Dhavhidhi anotora Ziyoni (4-9)

      • Varwi vane simba vaDhavhidhi (10-47)

1 Makoronike 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tiri hama dzenyu chaidzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:22; 2Sa 2:1; 5:5; 1Mak 12:23
  • +2Sa 5:1, 2

1 Makoronike 11:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ndimi maibuda nekupinda nevaIsraeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 18:6, 13
  • +2Sa 6:21; 7:8, 9; Pis 78:70, 71

1 Makoronike 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:13; 2Sa 2:4; 5:3
  • +1Sa 15:27, 28

1 Makoronike 11:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:63; Vat 1:21; 19:10
  • +Ge 10:15, 16; 15:18, 21; Eks 3:17

1 Makoronike 11:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi inzvimbo yaishandiswa kuhwanda uchitiza muvengi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:6-10
  • +1Mad 8:1; Pis 2:6; 48:2
  • +1Mad 2:10

1 Makoronike 11:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mukuru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:18

1 Makoronike 11:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “paMiro.” Iri ishoko rechiHebheru rinoreva kuti “zadza.”

1 Makoronike 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:1

1 Makoronike 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:12, 13

1 Makoronike 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1, 2
  • +2Sa 23:8
  • +Jos 23:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:9, 10, 15-17
  • +1Mak 8:1, 4

1 Makoronike 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:1

1 Makoronike 11:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neruponeso rukuru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:50

1 Makoronike 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:1
  • +Jos 15:8, 12; 2Sa 23:13-17

1 Makoronike 11:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 20:6

1 Makoronike 11:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 6

1 Makoronike 11:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yavo.”

  • *

    Kana kuti “mweya yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:4; Re 17:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 6

1 Makoronike 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:6; 2Sa 2:18; 18:2
  • +2Sa 3:30
  • +2Sa 23:18, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 10

1 Makoronike 11:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mwanakomana wemurume akashinga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:4; 1Mak 27:1, 5
  • +Jos 15:21
  • +Vat 14:5, 6; 1Sa 17:36, 37; 2Sa 23:20-23

1 Makoronike 11:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Akanga akareba mamita anenge 2,23. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:4
  • +1Sa 17:7
  • +1Sa 17:51

1 Makoronike 11:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:19

1 Makoronike 11:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:18, 23; 1Mak 27:1, 7
  • +2Sa 23:24-39

1 Makoronike 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1, 9
  • +1Mak 27:1, 12

1 Makoronike 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 21:18; 1Mak 27:1, 11

1 Makoronike 11:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1, 13
  • +1Mak 27:1, 15

1 Makoronike 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 20:15; 1Mak 12:1, 2

1 Makoronike 11:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Bani.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:30

1 Makoronike 11:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 11:3, 17; 12:9; 1Mad 15:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 11:1Nu 13:22; 2Sa 2:1; 5:5; 1Mak 12:23
1 Mak. 11:12Sa 5:1, 2
1 Mak. 11:21Sa 18:6, 13
1 Mak. 11:22Sa 6:21; 7:8, 9; Pis 78:70, 71
1 Mak. 11:31Sa 16:13; 2Sa 2:4; 5:3
1 Mak. 11:31Sa 15:27, 28
1 Mak. 11:4Jos 15:63; Vat 1:21; 19:10
1 Mak. 11:4Ge 10:15, 16; 15:18, 21; Eks 3:17
1 Mak. 11:52Sa 5:6-10
1 Mak. 11:51Mad 8:1; Pis 2:6; 48:2
1 Mak. 11:51Mad 2:10
1 Mak. 11:62Sa 2:18
1 Mak. 11:92Sa 3:1
1 Mak. 11:101Sa 16:12, 13
1 Mak. 11:111Mak 27:1, 2
1 Mak. 11:112Sa 23:8
1 Mak. 11:11Jos 23:10
1 Mak. 11:122Sa 23:9, 10, 15-17
1 Mak. 11:121Mak 8:1, 4
1 Mak. 11:131Sa 17:1
1 Mak. 11:14Pis 18:50
1 Mak. 11:151Sa 22:1
1 Mak. 11:15Jos 15:8, 12; 2Sa 23:13-17
1 Mak. 11:171Sa 20:6
1 Mak. 11:19Ge 9:4; Re 17:10
1 Mak. 11:201Sa 26:6; 2Sa 2:18; 18:2
1 Mak. 11:202Sa 3:30
1 Mak. 11:202Sa 23:18, 19
1 Mak. 11:221Mad 4:4; 1Mak 27:1, 5
1 Mak. 11:22Jos 15:21
1 Mak. 11:22Vat 14:5, 6; 1Sa 17:36, 37; 2Sa 23:20-23
1 Mak. 11:231Sa 17:4
1 Mak. 11:231Sa 17:7
1 Mak. 11:231Sa 17:51
1 Mak. 11:251Mak 11:19
1 Mak. 11:262Sa 2:18, 23; 1Mak 27:1, 7
1 Mak. 11:262Sa 23:24-39
1 Mak. 11:281Mak 27:1, 9
1 Mak. 11:281Mak 27:1, 12
1 Mak. 11:292Sa 21:18; 1Mak 27:1, 11
1 Mak. 11:301Mak 27:1, 13
1 Mak. 11:301Mak 27:1, 15
1 Mak. 11:31Vat 20:15; 1Mak 12:1, 2
1 Mak. 11:32Jos 24:30
1 Mak. 11:412Sa 11:3, 17; 12:9; 1Mad 15:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 11:1-47

Bhuku Rekutanga reMakoronike

11 Nekufamba kwenguva, vaIsraeri vese vakaungana kwaiva naDhavhidhi kuHebroni+ vakati kwaari: “Inzwai! Tiri pfupa renyu nenyama yenyu.*+ 2 Kare Sauro paaiva mambo, ndimi maitungamirira vaIsraeri pavaienda kunorwa.*+ Uye Jehovha Mwari wenyu akati kwamuri: ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri, uye uchava mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.’”+ 3 Saka vakuru vese vaIsraeri vakauya kwaiva namambo kuHebroni, uye Dhavhidhi akaita sungano navo pamberi paJehovha muHebroni. Vakabva vazodza Dhavhidhi kuva mambo wevaIsraeri,+ sezvakanga zvataurwa naJehovha achishandisa Samueri.+

4 Gare gare Dhavhidhi nevaIsraeri vese vakaenda kuJerusarema, kureva Jebhusi,+ nyika yaigarwa nevaJebhusi.+ 5 Vagari vekuJebhusi vakashora Dhavhidhi vachiti: “Hausi kuzopinda muno!”+ Kunyange zvakadaro, Dhavhidhi akatora nhare* yeZiyoni,+ iyo yava kunzi Guta raDhavhidhi.+ 6 Saka Dhavhidhi akati: “Anenge atanga kuuraya vaJebhusi achava mutungamiriri* uye muchinda.” Joabhi+ mwanakomana waZeruya ndiye akatanga kuenda, uye akava mutungamiriri. 7 Dhavhidhi akabva atanga kugara munhare yacho. Ndokusaka vakaitumidza kuti Guta raDhavhidhi. 8 Akatanga kuvaka guta racho kumativi ese, kubva paMurwi Wevhu* kusvika kune dzimwe nharaunda dzaro, uye Joabhi akagadziridza zvimwe zvinhu zvese zveguta racho. 9 Saka Dhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba,+ uye Jehovha wemauto aiva naye.

10 Ava ndivo vakuru vevarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba, vaimutsigira zvakasimba muumambo hwake, pamwe chete nevaIsraeri vese, kuti vamuite mambo maererano neshoko raJehovha pamusoro paIsraeri.+ 11 Aya ndiwo mazita evarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba: Jashobheyamu+ mukuru wevatatu+ uyo aiva mwanakomana wemuHakimoni. Pane imwe nguva akatora pfumo rake akauraya vanhu 300.+ 12 Aiteverwa naEriyezari+ mwanakomana waDhodho muAhohi.+ Aiva mumwe wevarwi vacho vatatu vaiva nesimba. 13 Aiva naDhavhidhi kuPasi-dhamimu,+ kwakanga kwaungana vaFiristiya kuti varwe. Zvino kwaiva nemunda wakanga uzere bhari, uye vanhu vakanga vatiza vaFiristiya. 14 Asi iye akamira pakati pemunda wacho akaita kuti usatorwa uye akaramba achiuraya vaFiristiya, zvekuti Jehovha akaita kuti pave nekukunda kukuru.*+

15 Vakuru vatatu pavakuru 30, vakaenda kudombo kwaiva naDhavhidhi kubako reAdhuramu,+ uto revaFiristiya parakanga rakadzika musasa muBani reRefaimu.+ 16 Panguva iyoyo Dhavhidhi aiva munhare, uye paiva nevarwi vevaFiristiya vaiva muBhetrehema. 17 Dhavhidhi akabva ataura zvaiva pamwoyo pake achiti: “Kudai ndaikwanisa hangu kunwa mvura yemumugodhi uri pedyo negedhi rekuBhetrehema!”+ 18 Vatatu vacho vakabva vapinda mumusasa wevaFiristiya nechisimba, vakachera mvura mumugodhi waiva pedyo negedhi rekuBhetrehema, vakaenda nayo kuna Dhavhidhi; asi Dhavhidhi akaramba kuinwa, akaidururira pasi pamberi paJehovha. 19 Iye akati: “Handingamboiti zvakadaro kuna Mwari wangu! Ndinganwa ropa revarume ava vaisa upenyu hwavo* pangozi here?+ Nekuti vaisa upenyu hwavo* pangozi kuti vauye nayo.” Saka akaramba kuinwa. Izvi ndizvo zvakaitwa nevarwi vake vatatu vaiva nesimba.

20 Abhishai+ uyo aiva wemudumbu rimwe chete naJoabhi+ akava mukuru wevamwe vatatu; akatora pfumo rake akauraya vanhu 300, uye aiva nembiri yakaita seyevatatu vaya.+ 21 Pavamwe vatatu vacho, ndiye aikudzwa kupfuura vamwe vaviri, uye ndiye aiva mukuru wavo; asi haana kusvika pachinzvimbo chevatatu vekutanga.

22 Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha aiva murume akashinga* akaita mabasa mazhinji muKabhuzeeri.+ Akauraya vanakomana vaviri vaArieri wekuMoabhi, uye akapinda mugomba mumwe musi kuchinaya chando, akauraya shumba.+ 23 Akaurayawo mumwe murume wekuIjipiti akanga akanyanyisa kukura, akareba makubhiti mashanu.*+ Kunyange zvazvo muIjipiti wacho akanga akabata pfumo rakaita sedanda revanogadzira machira,+ akaenda kunorwa naye aine tsvimbo, akabvuta pfumo racho muruoko rwemuIjipiti wacho, akamuuraya nepfumo rake.+ 24 Izvi ndizvo zvinhu zvakaitwa naBhenaya mwanakomana waJehoyadha, uye aiva nembiri yakaita seyevarwi vatatu vaiva nesimba. 25 Kunyange zvazvo aikudzwa kutopfuura vane makumi matatu, haana kusvika pachinzvimbo chevatatu vaya.+ Asi Dhavhidhi akamugadza kuva mukuru wevarindi vake.

26 Varwi vaiva nesimba muuto vaiva Asaheri+ uyo aiva wemudumbu rimwe chete naJoabhi, Erihanani mwanakomana waDhodho wekuBhetrehema,+ 27 Shamoti muHarori, Herezi muPeroni, 28 Ira+ mwanakomana waIkeshi muTekoa, Abhi-ezeri+ muAnatoti, 29 Sibhekai+ muHusha, Irai muAhohi, 30 Maharai+ muNetofa, Heredhi+ mwanakomana waBhaana muNetofa, 31 Itayi mwanakomana waRibhai wekuGibhiya yevaBhenjamini,+ Bhenaya muPiratoni, 32 Hurai wekunzizi* dzeGaashi,+ Abhieri muAbhati, 33 Azmavheti muBhaharumu, Eriyabha muShaaribhoni, 34 vanakomana vaHashemu muGizoni, Jonatani mwanakomana waShagee muHarari, 35 Ahiyamu mwanakomana waSakari muHarari, Erifari mwanakomana waUri, 36 Heferi muMekera, Ahija muPeroni, 37 Hezro muKameri, Naarai mwanakomana waEzbhai, 38 Joeri hama yaNatani, Mibhari mwanakomana waHagri, 39 Zereki muAmoni, Naharai muBheroti, mutakuri wezvombo zvaJoabhi mwanakomana waZeruya; 40 Ira muItri, Garebhi muItri, 41 Uriya+ muHiti, Zabhadhi mwanakomana waArai, 42 Adhina mwanakomana waShiza wekwaRubheni, mukuru wevaRubheni, nevamwe 30 vaaiva navo; 43 Hanani mwanakomana waMaaka, Joshafati muMitni, 44 Uzia muAshterati, Shama naJeyieri, vanakomana vaHotamu muAroeri; 45 Jedhiyaeri mwanakomana waShimri, nehama yake Joha muTizi; 46 Erieri muMahavhi, Jeribhai naJoshavhiya vanakomana vaErinaamu, naItima muMoabhi; 47 Erieri, Obhedhi, naJaasieri muMezobha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe