RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rwiyo rwaSoromoni 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRwiyo rwaSoromoni

    • MUSIKANA WEKUSHURAMI ARI MUMUSASA WAMAMBO SOROMONI (1:1–3:5)

Rwiyo rwaSoromoni 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, p. 31

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 2:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, p. 31

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 2:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 2:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “muimba yewaini.”

Rwiyo rwaSoromoni 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 30:11, 12

Rwiyo rwaSoromoni 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 8:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2006, p. 18

Rwiyo rwaSoromoni 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:18
  • +Rwi 3:5; 8:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, p. 31

    11/15/2006, pp. 18-19

    11/15/1987, pp. 24-25

Rwiyo rwaSoromoni 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 2:17; 8:14

Rwiyo rwaSoromoni 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, p. 32

    Mukai!,

    4/8/1994, pp. 24-25

Rwiyo rwaSoromoni 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wemvura.”

Rwiyo rwaSoromoni 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 6:11
  • +Isa 18:5; Joh 15:2
  • +Jer 8:7

Rwiyo rwaSoromoni 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 28:4; Na 3:12

Rwiyo rwaSoromoni 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 5:2; Jer 48:28
  • +Rwi 8:13
  • +Rwi 1:5; 6:10

Rwiyo rwaSoromoni 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/1994, pp. 24-25

Rwiyo rwaSoromoni 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 7:10
  • +Rwi 1:7
  • +Rwi 2:1; 6:3

Rwiyo rwaSoromoni 2:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “makomo akaparadzana.” Kana kuti “makomo eBhetari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:18
  • +Rwi 2:9; 8:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Rwiyo 2:1Rwi 2:16
Rwiyo 2:51Sa 30:11, 12
Rwiyo 2:6Rwi 8:3
Rwiyo 2:72Sa 2:18
Rwiyo 2:7Rwi 3:5; 8:4
Rwiyo 2:9Rwi 2:17; 8:14
Rwiyo 2:12Rwi 6:11
Rwiyo 2:12Isa 18:5; Joh 15:2
Rwiyo 2:12Jer 8:7
Rwiyo 2:13Isa 28:4; Na 3:12
Rwiyo 2:14Rwi 5:2; Jer 48:28
Rwiyo 2:14Rwi 8:13
Rwiyo 2:14Rwi 1:5; 6:10
Rwiyo 2:16Rwi 7:10
Rwiyo 2:16Rwi 1:7
Rwiyo 2:16Rwi 2:1; 6:3
Rwiyo 2:172Sa 2:18
Rwiyo 2:17Rwi 2:9; 8:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Rwiyo rwaSoromoni 2:1-17

Rwiyo rwaSoromoni

2 “Ndinongovawo zvangu ruva resafuroni remubani remumhenderekedzo yegungwa,

Ruva remumapani.”+

 2 “Seruva riri pakati peminzwa

Ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pevanasikana.”

 3 “Semuti wemuapuro uri pakati pemiti yemusango,

Ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pevanakomana.

Ndinoda chaizvo kugara mumumvuri wake,

Uye muchero wake unotapira mukanwa mangu.

 4 Akandiunza muimba yemabiko,*

Uye rudo rwake rwakanga rwakaita semureza pamusoro pangu.

 5 Ndigutse nemakeke emazambiringa akaomeswa;+

Ndisimbise nemaapuro,

Nekuti ndiri kurwara nerudo.

 6 Ruoko rwake rweruboshwe ruri pasi pemusoro wangu,

Uye ruoko rwake rwerudyi rwakandimbundira.+

 7 Ndinoita kuti mupike, imi vanasikana veJerusarema,

Nemhara+ uye nenondo dzemusango:

Musaedza kumutsa rudo mukati mangu kusvikira rwava kuda.+

 8 Ndiri kunzwa mudiwa wangu!

Uyo! Ari kuuya,

Achikwira makomo, achisvetuka zvikomo.

 9 Mudiwa wangu akaita semhara, akaita senondo diki.+

Uyo ari apo, akamira kuseri kwemadziro edu,

Achitarisa nepamahwindo,

Achidongorera nepamahwindo emaburi maburi.

10 Mudiwa wangu anotaura, anoti kwandiri:

‘Simuka, iwe mudiwa wangu,

Tsvarakadenga yangu, ngatiende tese.

11 Ona! Mwaka wechando* wapfuura.

Hakusisina mvura, yaenda.

12 Maruva ava kuoneka panyika,+

Nguva yekuchekerera miti yasvika,+

Uye rwiyo rwenjiva rwava kunzwika munyika yedu.+

13 Muonde wava kuibvisa maonde awo ekutanga;+

Mizambiringa yava nemaruva uye yava kunhuhwirira.

Simuka, mudiwa wangu, uuye.

Tsvarakadenga yangu, ngatiende tese.

14 Iwe njiva yangu yakazororera pakati pematombo,+

Iri munzvimbo yekuhwanda mumawere,

Rega ndikuone, ndinzwe inzwi rako,+

Nekuti inzwi rako rinofadza uye chimiro chako chakanaka.’”+

15 “Tibatire makava,

Makava madiki anoparadza minda yemizambiringa,

Nekuti minda yedu yemizambiringa yava nemaruva.”

16 “Mudiwa wangu ndewangu uye ini ndiri wake.+

Ari kufudza makwai+ ari pakati pemaruva.+

17 Kusvikira kwava kufefetera uye mimvuri yava kutiza,

Dzoka nekukurumidza, iwe mudiwa wangu,

Semhara+ kana kuti senondo diki hono+ iri pamakomo ekuparadzana.*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe