RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 118
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuonga Jehovha nekukunda kwaakaita

        • ‘Ndakadana kuna Jah, uye akapindura’ (5)

        • “Jehovha ari kurutivi rwangu” (6, 7)

        • Dombo rakarambwa richava dombo guru repakona (22)

        • ‘Uya anouya muzita raJehovha’ (26)

Pisarema 118:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 19:17

Pisarema 118:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

  • *

    Kana kuti “munzvimbo yakakura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1993, pp. 23-24

Pisarema 118:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1
  • +Isa 51:12; VaR 8:31; VaH 13:6

Pisarema 118:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “pamwe nevaya vanondibatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:52, 53
  • +Pis 54:7

Pisarema 118:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:4; 146:3, 4; Jer 17:5

Pisarema 118:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 29:6, 7

Pisarema 118:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:15, 17

Pisarema 118:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:11

Pisarema 118:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Wakandisundidzira nesimba.”

Pisarema 118:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:2; Pis 18:2; Isa 12:2

Pisarema 118:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekukunda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:13; Isa 63:12

Pisarema 118:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:6; Isa 40:26

Pisarema 118:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:5; 71:17

Pisarema 118:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 66:10; 94:12
  • +Pis 16:10

Pisarema 118:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:2; Zva 22:14

Pisarema 118:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 24:3, 4

Pisarema 118:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 116:1

Pisarema 118:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “musoro wekona.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 28:16; Ru 20:17; Mab 4:11; 1VaK 3:11; VaE 2:19, 20; 1Pe 2:4-7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2018, p. 32

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, pp. 9-10

    Jesu—Nzira, pp. 246-247

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, pp. 12-13

    7/15/2000, p. 14

    1/1/1990, pp. 8-9

    “Rugwaro Rwose,” p. 253

Pisarema 118:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 5:31
  • +Mk 12:10, 11

Pisarema 118:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1991, p. 17

Pisarema 118:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, p. 9

    Nharireyomurindi,

    1/1/1991, p. 17

Pisarema 118:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 21:7-9; 23:39; Mk 11:7-10; Ru 19:37, 38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2017, p. 9

    Jesu—Nzira, p. 254

Pisarema 118:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:28; 1Pe 2:9
  • +Re 23:34; Pis 42:4
  • +Eks 27:2

Pisarema 118:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:2; Isa 25:1

Pisarema 118:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:23
  • +Ezr 3:11; Pis 118:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2002, p. 13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 118:1Mt 19:17
Pis. 118:5Pis 18:19
Pis. 118:6Pis 27:1
Pis. 118:6Isa 51:12; VaR 8:31; VaH 13:6
Pis. 118:7Mt 26:52, 53
Pis. 118:7Pis 54:7
Pis. 118:8Pis 40:4; 146:3, 4; Jer 17:5
Pis. 118:9Eze 29:6, 7
Pis. 118:102Mak 20:15, 17
Pis. 118:122Mak 14:11
Pis. 118:14Eks 15:2; Pis 18:2; Isa 12:2
Pis. 118:15Pis 89:13; Isa 63:12
Pis. 118:16Eks 15:6; Isa 40:26
Pis. 118:17Pis 6:5; 71:17
Pis. 118:18Pis 66:10; 94:12
Pis. 118:18Pis 16:10
Pis. 118:19Isa 26:2; Zva 22:14
Pis. 118:20Pis 24:3, 4
Pis. 118:21Pis 116:1
Pis. 118:22Isa 28:16; Ru 20:17; Mab 4:11; 1VaK 3:11; VaE 2:19, 20; 1Pe 2:4-7
Pis. 118:23Mab 5:31
Pis. 118:23Mk 12:10, 11
Pis. 118:26Mt 21:7-9; 23:39; Mk 11:7-10; Ru 19:37, 38
Pis. 118:27Pis 18:28; 1Pe 2:9
Pis. 118:27Re 23:34; Pis 42:4
Pis. 118:27Eks 27:2
Pis. 118:28Eks 15:2; Isa 25:1
Pis. 118:29Pis 50:23
Pis. 118:29Ezr 3:11; Pis 118:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 118:1-29

Mapisarema

118 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.

 2 Israeri ngaachiti:

“Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.”

 3 Vaya veimba yaAroni ngavachiti:

“Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.”

 4 Vaya vanotya Jehovha ngavachiti:

“Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.”

 5 Ndakadana Jah* ndichitambudzika;

Jah akapindura, akandiisa munzvimbo isina njodzi.*+

 6 Jehovha ari kurutivi rwangu; handizotyi.+

Munhu angandiitei?+

 7 Jehovha ari kurutivi rwangu semubatsiri wangu;*+

Ndichatarisa vaya vanondivenga ndavakunda.+

 8 Zviri nani kupotera kuna Jehovha

Pane kuvimba nevanhu.+

 9 Zviri nani kupotera kuna Jehovha

Pane kuvimba nemachinda.+

10 Marudzi ese akandikomba,

Asi muzita raJehovha,

Ndakaadzingira kure.+

11 Vakandikomba zvekuti ndakanga ndanyatsopoteredzwa,

Asi muzita raJehovha,

Ndakavadzingira kure.

12 Vakandimomotera senyuchi,

Asi vakakurumidza kudzimwa semoto uri muminzwa.

Muzita raJehovha,

Ndakavadzingira kure.+

13 Ndakasundidzirwa nesimba* kuti ndiwire pasi,

Asi Jehovha akandibatsira.

14 Jah ndiye anondidzivirira uye ndiye simba rangu,

Uye akava ruponeso rwangu.+

15 Inzwi rekufara neruponeso*

Riri mumatende evakarurama.

Ruoko rwerudyi rwaJehovha ruri kuratidza simba rarwo.+

16 Ruoko rwerudyi rwaJehovha ruri kusimudzwa ruchikunda;

Ruoko rwerudyi rwaJehovha ruri kuratidza simba rarwo.+

17 Handisi kuzofa aiwa, ndicharamba ndiri mupenyu,

Kuti ndizivise mabasa aJah.+

18 Jah akandiranga zvakasimba,+

Asi haana kundiisa kurufu.+

19 Ndivhurirei magedhi ekururama;+

Ndichapinda nepaari ndorumbidza Jah.

20 Iri ndiro gedhi raJehovha.

Vakarurama vachapinda nepariri.+

21 Ndichakurumbidzai, nekuti makandipindura+

Uye makava ruponeso rwangu.

22 Dombo rakarambwa nevavaki

Razova dombo guru repakona.*+

23 Iri rakabva kuna Jehovha;+

Rinoshamisa mumaziso edu.+

24 Iri ndiro zuva rakaitwa naJehovha;

Tichafara nekufarisisa mariri.

25 Tapota Jehovha, tinokumbirawo kuti mutiponese!

Jehovha, itaiwo kuti tikunde!

26 Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha;+

Tinokukomborerai tiri mumba maJehovha.

27 Jehovha ndiMwari,

Anotipa chiedza.+

Pindai mumudungwe wevanhu vari pamutambo makabata mapazi emuchindwe,+

Kusvikira kunyanga dzeatari.+

28 Ndimi Mwari wangu, uye ndichakurumbidzai;

Mwari wangu, ndichakukudzai.+

29 Ongai Jehovha,+ nekuti akanaka;

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe