RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/12 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 15
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 15
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 10/12 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaOctober 15

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 15

Rwiyo 101 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 28 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dhanieri 10-12 (10 min.)

Nha. 1: Dhanieri 11:15-27 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei vaKristu Vasingatsivi?—VaR. 12:18-21 (5 min.)

Nha. 3: VaKristu vaMwari Vakatendeka Vakangoita Rumwe Rumwe Mumachechi echiKristudhomu Here?—rs p. 333 ¶2-4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 106

10 min: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Handifariri.’ Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 16, ndima 1, kusvika panoperera peji 17. Kurukurai dzimwe mhinduro dzakanyorwa uyewo dzimwe dzave dzichishandiswa zvinobudirira mundima yenyu. Itai kuti mazano maviri aenzanisirwe.

20 min: “Shandisa Maturakiti Pakuparadzira Mashoko Akanaka.” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge mava kukurukura ndima 5, taurai kwenguva pfupi nezvematurakiti achagoverwa muna November mobva maenzanisira kuti angagoverwa sei. Pamunenge mava kukurukura ndima 7, enzanisirai kuti maturakiti angashandiswa sei pakuparidzira zvisina kurongwa.

Rwiyo 97 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe