Purogiramu Yevhiki yaMarch 10
VHIKI INOTANGA NAMARCH 10
Rwiyo 1 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 4 ¶1-9 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 40-42 (10 min.)
Nha. 1: Genesisi 41:1-16 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Vamwe Vose Vakafa Vachava Sei Vapenyu Panyika?—rs p. 316 ¶1–p. 317 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Bhaibheri—Bhuku Revanhu Vose—td 2C (5 min.)
Musangano Webasa:
15 min: Kunamata Kwemhuri Kunozorodza. Bvunzurudzai mhuri imwe chete nezvekunamata kwavo kwemhuri. Purogiramu yavo inosanganisira zvinhu zvipi? Vanosarudza sei zvavachadzidza? Zvii zvavakashandisa zviri pajw.org? Purogiramu yavo iri kuvabatsira sei muushumiri? Vanoita sei kuti zvimwe zvinhu zvisakanganisa purogiramu yavo? Vari kubatsirwa sei nepurogiramu yekunamata kwemhuri?
15 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kupindura Vanenge Vachida Kuramba Kuparidzirwa.” Kukurukurirana. Kurukurai zvingataurwa navanasaimba vachida kuramba kuparidzirwa zviviri kana zvitatu, uye kumbirai vateereri kuti vataure kuti tingapindura sei. Yeuchidzai vaparidzi kuti muvhiki inotanga naApril 7, vachapiwa mukana wekutaura zvinenge zvaitika muushumiri.
Rwiyo 97 Nemunyengetero