Purogiramu Yevhiki yaJanuary 19
VHIKI INOTANGA NAJANUARY 19
Rwiyo 47 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 19 ¶1-8 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 1-4 (8 min.)
Nha. 1: Vatongi 3:1-11 (3 min. zvichidzika)
Nha. 2: Ungadzidza Sei nezvaMwari?—igw p. 4 ¶1-4 (5 min.)
Nha. 3: Jesu Mwanakomana waMwari Uye Akagadzwa Kuva Mambo—td 10A (5 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: “Shandira Ishe nepfungwa dzinozvininipisa kwazvo.”—Mab. 20:19.
10 min: Uri Kushandisa Here Chikamu Chakanzi ‘Magwaro Anowanzoshandiswa Zvisiri Izvo,’ chiri mubhuku raKukurukurirana papeji 445? Kukurukurirana muchishandisa magwaro anotevera anowanzoshandiswa zvisiri izvo: (a) Johani 1:1 pakutsigira dzidziso yeUtatu, (b) 2 Petro 3:7 pakutsigira kuti nyika ino ichaparadzwa nemoto, (c) Zvakazarurwa 1:7 pakutsigira kuti Jesu achadzoka aine muviri wenyama. Pedzisai nekukurudzira vose kushandisa chikamu ichi chebhuku raKukurukurirana.
10 min: Pakushandira Ishe Hatifaniri Kuneta Uye Ndisu Tinofanira Kutanga Kufunga Vamwe. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2014, peji 59 ndima 1, kusvika kupeji 62 ndima 1, uye peji 67 ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
10 min: “Ramba Uchifambira Mberi Semushumiri.” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 20 Nemunyengetero