RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g93 11/8 p. 15
  • Chombo Chitsva Chokurwisa Mararia

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chombo Chitsva Chokurwisa Mararia
  • Mukai!—1993
  • Mashoko Akafanana
  • Rufu Rwuri Pamapapiro Asina Kusimba
    Mukai!—1994
  • Kudzokera Kune Zvapakuvamba Mukurwisana
    Mukai!—1997
  • Zvaunofanira Kuziva Nezvemarariya
    Mukai!—2015
  • Neiko Pane Kudzoka kweHosha “Dzinorapika”?
    Mukai!—1993
Ona Zvimwe
Mukai!—1993
g93 11/8 p. 15

Chombo Chitsva Chokurwisa Mararia

SEZVAKASHUMWA muna Mukai! wechiNgezi waMay 8, 1993, mararia iri kudzoka sedenda renyika. The New York Times (March 23, 1993) yakashuma kuti “gore rakapera, Brazil yakanyora zvirwere zvemararia zvine 560 000.” Gore negore vaBrazil vane 8 000 vanourawa nemararia. Zvino munzveri weColombia, Dr. Manuel Elkin Patarroyo, akawana mutoo wakasiana—jekiseni rekemikoro yesynthetic iyo inongoita Z$2,20 nokuda kwamajekiseni matatu. “Usingasviki mutengo weKokokora [muColombia],” akadaro Dr. Patarroyo. Kusvika pari zvino wakabvumikisa kuva unobudirira muinenge 67 muzana yezvirwere zvakarapwa. Nepo isati iri mhinduro yakakwana kumararia inouraya, unoratidzika kuva nhano huru yokuenda mberi muhondo yokudzivisa mararia.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe