Zviri Mukati
May 8, 2000
Zvimbambaira Chii Chinogona Kuitwa?
Zvimbambaira zvinouraya kana kuremadza vanhu vanenge 26 000 gore rimwe nerimwe. Vazhinji vanourawa kana kuremadzwa vanhuwo zvavo—kunyange vana. Matambudziko anokonzerwa nezvimbambaira achazombobviswa here?
4 Zvimbambaira—Kuwana Mutengo Wacho
10 Nhau dzomuTV—Nhau Chaidzo Dzakawanda Sei?
11 Europe Yakabatana—Ingava Nebasa Rei?
13 Europe Ichabatana Zvechokwadi Here?
17 Nyika Yose Ichabatana Here?
25 Shiri Ingadzidzisei Musungwa?
26 “Uchafa!”
31 AIDS muAfrica—Itariroi Iripo Nokuda kweMireniyumu Itsva?
32 Nzira Yokuva Noupenyu Hwemhuri Hunofadza
Nzira Yokukunda Nayo Kuora Mwoyo 20
Vanhu vose vanoora mwoyo. Bhaibheri ringakubatsira sei kuti ukunde kunzwa kwakanyanya kwokushaya tariro?
Kutanga ‘Kutaura’ Kwakaita Loida 22
Kubva achiberekwa, Loida akanga asingagoni kukurukura. Chii chakamubatsira kuti atange ‘kutaura’ mushure memakore 18?
[Vakatipa Mifananidzo iri papeji 2]
Cover: Copyright Adrian Brooks Photography
Copyright David Chancellor/Alpha