RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 20
  • Komborerai Kuungana Kwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Komborerai Kuungana Kwedu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Komborerai Kuungana Kwedu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsvaga Mwari Kuti Ununurwe
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 20

Rwiyo 20

Komborerai Kuungana Kwedu

Rakaprindwa

(VaHebheru 10:24, 25)

1. Jehova komborerai

Zvataungana pano.

Tinotenda misangano;

Mudzimu uve nesu.

2. Tiyamureiwo Ishe,

Tizadzei neshoko,

Tidzidziswe kuparidza;

Uye tive norudo.

3. Komborerai misangano;

Mutipewo rugare.

Shoko redu nezviito

Zvikukudzei imi.

(Onawo Pis. 22:22; 34:3; Isa. 50:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe