RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp17 nha. 6 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Chii chinonzi Amagedhoni?
  • Pane vachapona here paAmagedhoni?
  • Armagedhoni—Rini?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Chii Chinonzi Hondo yeAmagedhoni?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Amagedhoni—Mavambo Anofadza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Amagedhoni—Vamwe Vanoti Inombova Chii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
wp17 nha. 6 p. 16
“Boka guru revanhu” vanobva kumarudzi ese richapona paAmagedhoni

“Boka guru revanhu” vanobva kumarudzi ese richapona paAmagedhoni

Bhaibheri Rinotii?

Chii chinonzi Amagedhoni?

Vamwe vanoti . . .

kuparadzwa kuchaitwa nyika nezvombo zvenyukiriya kana kuti nenjodzi dzinongoitikawo. Unofungei?

Zvinotaurwa neBhaibheri

Amagedhoni ‘ihondo yezuva guru raMwari Wemasimbaose,’ yekuparadza vanhu vakaipa.—Zvakazarurwa 16:14, 16.

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Pahondo iyi yeAmagedhoni, vamwe vanhu vachaparadzwa ndevaya vari kuparadza nyika.—Zvakazarurwa 11:18.

  • Hondo yeAmagedhoni ichagumisa hondo dzese.—Pisarema 46:8, 9.

Pane vachapona here paAmagedhoni?

Ungati kudii?

  • Ehe

  • Aiwa

  • Pamwe

Zvinotaurwa neBhaibheri

“Boka guru revanhu” vanobva kumarudzi ese richapona ‘pakutambudzika kukuru,’ uko kuchazoguma nehondo yeAmagedhoni.—Zvakazarurwa 7:9, 14.

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Mwari anoda kuti vanhu vakawanda vapone paAmagedhoni. Anoparadza vakaipa kana varamba kupfidza.—Ezekieri 18:32.

  • Bhaibheri rinotiudza zvatingaita kuti tipone paAmagedhoni.—Zefaniya 2:3.

Kana uchida kunzwa zvimwe, verenga chitsauko 8 chebhuku iri, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe