RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/08 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
km 3/08 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Mar. 1

“Zuva nezuva tinonzwa nezvokutambura, zvirwere uye rufu. munofunga kuti tichazomboponeswa here pamatambudziko ose aya? [Rega apindure.] ndima ino yebhaibheri yakaita kuti vanhu vakawanda vave netariro. [Verenga Johani 3:16.] ‘Kuponeswa kwaunoitwa norufu rwaJesu’ ndiwo musoro wemagazini ino.”

Awake! Mar.

“Munofunga kuti kutenda mashura hakukuvadzi here kana kuti kune ngozi? [Rega apindure.] Bhaibheri rinotaura mashoko aya atingada kufunga nezvawo. [Verenga Isaya 65:11.] nyaya ino inotaura kuti kutenda mashura kunowirirana nezvinodzidziswa neBhaibheri here kana kuti kwete.” Muratidze nyaya inotangira papeji 10.

Nharireyomurindi Apr. 1

“Hamungadi kuona uprofita uhwu huchizadzika here? [Verenga Isaya 2:4. Zvadaro rega apindure.] Onai kuti Mwari achapindira pane zvinoitwa nevanhu uye ‘acharuramisa zvinhu.’ Bhaibheri rinoratidza kuti Mwari acharwa hondo inonzi Amagedhoni ichapedza hondo dzose. Magazini ino inotsanangura kuti Amagedhoni chii uye nei tichiitarisira.”

Awake! Apr.

“Munofunga kuti tingave tiri kurarama munguva inotsanangurwa pano here? [Verenga 2 Timoti 3:1-4. Zvadaro rega apindure.] Pane chikonzero chakanaka chokuti tifarire mazuva okupedzisira nokuti kuvapo kwawo kunoratidza kuti zvinhu zvakanaka zvichaitika panyika munguva yemberi. Magazini ino inotsanangura nezvazvo.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe