RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 4
  • ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Ita Jehovha Chivimbo Chako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
  • Kutenda kwaMambo Kunopiwa Mubayiro
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose I
  • Anotiremekedza Nokutipa Rusununguko Rwokusarudza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mwari Anoyamura Mambo Hezekia
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’

Hezekiya ari kunyengetera

Tinofanira kuvimba naJehovha nguva dzose kunyange pazvinenge zvakaoma. (Pis 25:1, 2) Makore ekuma700 B.C.E., vaJudha vakasangana nedambudziko raida kuti vavimbe naMwari. Zvavakaita zvinotidzidzisa zvimwe zvinhu. (VaR 15:4) Kana wapedza kuona vhidhiyo inonzi ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi,’ pindura mibvunzo inotevera.

  1. Hezekiya akasangana nedambudziko ripi?

  2. Hezekiya akashandisa sei zvinotaurwa pana Zvirevo 22:3 guta ravo paraida kuparadzwa?

  3. Nei Hezekiya asina kubvuma kusarenda kana kuti kutsvaka rubatsiro kuIjipiti?

  4. SevaKristu tingatevedzerawo sei Hezekiya?

  5. Ndepapi patinofanira kuratidza kuti tinovimba naJehovha?

Nyora kuti ndepapi paungada kuwedzera kuvimba naJehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe