RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 July p. 4
  • Kuratidzwa Kwemunhu Asingateereri Mutemo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuratidzwa Kwemunhu Asingateereri Mutemo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Kuziva “Munhu Wokusateerera Mutemo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • “Rambai Makarinda”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Rutongeso rwaMwari Pa“munhu Wokusateerera Mutemo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 53—2 VaTesaronika
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 July p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 VATESARONIKA 1-3

Kuratidzwa Kwemunhu Asingateereri Mutemo

2:6-12

Pauro airevei mumavhesi aya?

  • VaKristu vakapanduka vari kuvhiringidza musangano weungano

    ‘Chinodzora’ (vs. 6)—Vanofanira kunge vaiva vaapostora

  • “Azoratidzwa” (vs. 6)—Vaapostora pavakafa, vaKristu vakanga vatsauka vakatanga kuoneka unyengeri hwavo uye kuti vaidzidzisa dzidziso dzenhema

  • “Kusateerera mutemo uku . . . kwakavanzika” (vs. 7)—Panguva yakararama Pauro “munhu asingateereri mutemo” akanga asati ava kunyatsozivikanwa kuti ndiani

  • Vafundisi vari kutuka hama yakabata Bhaibheri

    “Munhu asingateereri mutemo” (vs. 8)—Vatungamiriri vemachechi enhema anozviti ndeechiKristu

  • ‘Ishe Jesu paacharatidza kuvapo kwake achaparadza munhu asingateereri mutemo’ (vs. 8)—Jesu acharatidza kuti ndiMambo paachaparadza nyika yaSatani kusanganisira “munhu asingateereri mutemo”

Mavhesi aya anokubatsira sei kuti ushingaire pakuparidza uchiziva kuti nguva yapera?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe