Eksodho 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Farao akabva azvinzwa, uye akaedza kuuraya Mozisi; asi Mozisi akatiza Farao akaenda kunyika yeMidhiyani,+ uye akasvikogara pasi pedyo netsime.
15 Farao akabva azvinzwa, uye akaedza kuuraya Mozisi; asi Mozisi akatiza Farao akaenda kunyika yeMidhiyani,+ uye akasvikogara pasi pedyo netsime.