Eksodho 18:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ivo ngavatonge vanhu panguva yose yakafanira; uye ngavauye nemhosva dzose huru kwauri,+ asi ivo vachatonga mhosva duku dzose. Naizvozvo zvirerutsire, uye ivo ngavatakure mutoro wacho pamwe chete newe.+
22 Ivo ngavatonge vanhu panguva yose yakafanira; uye ngavauye nemhosva dzose huru kwauri,+ asi ivo vachatonga mhosva duku dzose. Naizvozvo zvirerutsire, uye ivo ngavatakure mutoro wacho pamwe chete newe.+