Numeri 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Achapa Jehovha gondohwe kuti rive chibayiro chokugoverana+ pamwe chete netswanda yemakeke asina kuviriswa; uye mupristi anofanira kupa chinopiwa charo chezviyo+ nechinopiwa charo chinonwiwa.
17 Achapa Jehovha gondohwe kuti rive chibayiro chokugoverana+ pamwe chete netswanda yemakeke asina kuviriswa; uye mupristi anofanira kupa chinopiwa charo chezviyo+ nechinopiwa charo chinonwiwa.