Numeri 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 mbudzana imwe chete kuti ive chinopiwa chechivi, tisingabatanidzi chinopiwa chechivi chokuyananisira+ nechinopiwa chinopiswa chenguva dzose nechinopiwa chacho chezviyo, pamwe chete nezvinopiwa zvazvo zvinonwiwa.+
11 mbudzana imwe chete kuti ive chinopiwa chechivi, tisingabatanidzi chinopiwa chechivi chokuyananisira+ nechinopiwa chinopiswa chenguva dzose nechinopiwa chacho chezviyo, pamwe chete nezvinopiwa zvazvo zvinonwiwa.+