Dhanieri 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi mwoyo wake pawakazvikudza akava akaoma, akazvikudza,+ akabviswa pachigaro choumambo hwake, akatorerwa kukudzwa kwake.+
20 Asi mwoyo wake pawakazvikudza akava akaoma, akazvikudza,+ akabviswa pachigaro choumambo hwake, akatorerwa kukudzwa kwake.+