Mashoko Emuzasi
a Vamwe vanganyengetera kuna Jesu nemhaka yokuti vanodavira kuti iye ndiMwari. Asi Jesu akanga ari Mwanakomana waMwari, uye iye amene akanamata Jehovha, Baba vake. (Johane 20:17) Nokuda kwekurukurirano ine udzame yeiyi nhau, ona Ko Unofanira kudavira Utatu Here?, rakabudiswa neWatch Tower Society of New York, Inc.